Kutsikisa
Mataridziko
Kutsikisa (kureva. to print, printing; swa: kuchapisa) inzira yekugadzira teksti ne mifananidzo nekushandisa fomu kana doodzerwa isvinu.
Mitauro ye Chibantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veChivhenda vanoti kukandisa (v. printing; publish books).
- VaVenda vanoti mukandisi kana mugandisi (n. printer; publisher).
- VaVenda vanoti khandiso (n. print). Mamwe mazwi: mugandiso (n. Print).
- Chiswahili chinoti kuchapisa.
- Chixhosa chinoti ukuprinta kana ukuchicilela pamatauriro avo. Wayaprinta