Svetuka kuchirochemo

Jenova

Kubva Wikipedia
Mfananidzo we Jhenova

Jenova kana Jenoa (Chiitari: Genova; Chiliguria: Zêna) Genowa kana Genova, igutaguru rechisi chekuItari chinonzi Liguriya, uye iguta rechitanhatu pakukura muItari. Muna2015, vanhu 594,733 vaigara mumwero wenhemaunda[C 1]. Kubva pakaitwa murahwo[C 2] we Itari ya2011, Dunhu re Jenova, rakave Dhorobhani Guta re Jenova[C 3] muna2015, raive ne huwandu hwevagari unosvika 855,834. Vanhu vanopfuura 1.5 miriyoni vanogara muufaru weruwa redhorobhani rinoenda kuRhivhera re Itari.

  1. administrative; administration., kubva pakuti chatema (kuvusa, kutonga) ne unda (nzvimbo; nyika) - nhemaunda, chatemaunda.
  2. census., kureva rahwo kubva pakuti kurava, kurahwa - kureva kuverengwa kwe zviperengo/manhamba.
  3. metropolitan., dhorobhani