Tsitsi The Vill-Wps Office
Tsitsi The Vill-Wps Office
Tsitsi The Vill-Wps Office
Story written
By MIMMIE AKA 💓 💓
MATSHUMALITY
Call/app
27739604888
CHAPTER 1
**TSITSI**
Mhama"nhaiwe mwana wenyoka
unoramba wakarara ipapo muka
usiye wachera mvura nekubika usat
waenda kuchikoro"ndakavanzwa
step mother vangu ndiri kuhope
ndakangomuka ndichiunganidza
magumbeze angu ndokubuda
ndichimhanya.
me"ehoi mhama".
**TANIA**
Mhama"usarwadziwa mwanangu
haambopagari pavamuisa
ipapo"vakataura vachindibata
kumeso.
End of chapter 1
Stay tuned👸
*TSITSI THE VILLAGE GIRL*
storry written
💓 💓
By MIMMIE AKA
MATSHUMALITY
Call/app
27739604888
Chapter 2
# Memory
**after 1 year**
Ndainge ndakarara foni yangu
yakabva yarira kunotarisa ndakawana
ari Ethel
Me"hello bestie"
Godfrey"ndaita emergence
ndafonerwa kubsa fanai kunogara
kupool uko kuseri"akabva aenda.
# TSITSI
End of chapter 2
Stay tuned 👸
story written
by
Tania
*Narration*
Tsitsi"ndi..ndi..ndiri bho"
Stay tuned 👸
*TSITSI THE VILLAGE GIRL*
Story written
By
Mimmie 💓AKA💓 MATSHUMALITY
Call/app
+27739604888
Chapter 4
*TSITSI*
"Pi....piii!pii....pìi" ndakavhunduka
semunhu aiva kure nendangariro
pandakada kuti nditi cheu, but it was
too late ndakanzwa ndapushirwa
kunze kweroad ndakabva
ndavhunduka. Ndakayamurwa
nekamwe kasikana kainge kakanaka
its not like ndakaita ruchiva and stuff,
but chakanaka chakanaka.
Akazondiudza zita rake kut anonzi
Rutendo ndakazomusiya
ndaakuenda kumba ndichifunga
nhamo dzangu.
Mom"ndikakurova zvakanaka
haucheme iwe simuka uende
kumvura hatidi zvekudya late isu"
ndakasimuka ndichiyuwira shame
,asi pakanga pasina plan. Tanya
aitoda kuenda neni akarambidzwa
ndikaenda ndega ndaakusvika
kutsimwe ndakanzwa kusheedzwa.
Me"hello"
💌
Mai Rue "ummm ko madii kudya
out maid aenda kuoff nhasi saka
hapna anobika"ndakapererwa
ndakatarisa message ndiyo yaiva
problem yamai Rue yekusada kuita
bsa zvese zvese maid changa
changosar kunzi imboendai namaid
mubredroom inini ndonzwa husimbe.
💬
Me " saka ukuedza kutii itobika
hako because 13:00
tikutouya"ndakabva ndatobva online
ndaakuenderera mberi nebasa.
Me"Aisha !Aisha"ndakamusheedzera
nehasha.
End of chapter 4
Stay tuned 👸
*TSITSI THE VILLAGE GIRL *
story written
By
*Mimmie* AKA💓 💓
*MATSHUMALITY*
Call/app
+27739604888
Chapter 5
Godfrey
Tanaka" akatore...."
Mai Tania" shut up! Rega apindure
ega iwewe wakwana papi?" akabva
adimbura Tanaka panzira ndikatoona
kuti Tsitsi anogara mujeri.
Andrew"yes"
"Momuka mega or
ndokumutsai"ndakamuka
ndichimhanya ndichienda kunoita
basa
End of chapter 5
Stay tuned 👸
TSITSI THE VILLAGE GIRL
Story written
By *Mimmie* AKA💓 💓
MATSHUMALITY
Chapter 6
Melissa"hamuchaverengi ka
maakudzidza Tsitsi kkkk"
Stay tuned 👸
TSITSI THE VILLAGE GIRL
Story written by
*Narration*
Gogo"titambire titambire ka
muzukuru"
Andrew"muchitambirei gogo"
Gogo"iwewe ka wauya ko wafamba
husiku huno hanzii muzukuru, ko mai
Rue varip?"
Tsitsi"but mom"
*TSITSI*
Tanya"sisi honai"
Tanya"mubag raTania"
Dady"whaaat"takavhunduka
tichitarisa pamusiwo ndokuona dady
vakabata musoro
Me"inhumbu ka iyi"
End of chapter 7
Stay tuned👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
Story written
By
💓 💓
*MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY
CHAPTER 8
Me"papi pandinganyepera my
beloved sister kkkk"
"Titambire titambire
muzukuru"takava nekufara semhuri,
zuva rese takaswera tichifara uyewo
nyaya yaAisha hapana
akazombotaura nezvayo kusvika
tanorara ndakazoenda online hangu
ndaakutaura namai Rue hangu
ndokubva ndarara.Ndakazomuka
mangwana kuma 10am
ndichimutswa naAliya
Gogo"kkkkkkk waakurumwa
nechekuchera kah usanyanya
kuchema hako saka sisi vako
wavaudza here"
Me"no granny anozouya akarova
mukadzi wangu"
Gogo"wazviona ka handimusvori
ini"ndakavhunduka meaning gogo
vanzwa conservation yedu kah.
Kugara kumusha kwanga kwava
kubhowa nekuda kwaRue kana
asangana nagogo ndakabva
ndatomurambidza kubuda gate until
tadzokera. One ndakamuka
ndakaneta
Aliya"hehehede kumusha
kwakunakidza shame inga wakati
tongoita one week" ooh shit ko week
rainge ratopera ndakatarisa foni
yangu ndikatoona kuti week rakwana
i take a bath ndokubva tabuda ini
ndakazofamba ndega Rue akaenda
kuna tete vake. Handina wandafonera
ndakati ndichangobuda muGweru
ndikafonerwa naAisha
Chido"hongu ichokwadi
vaindidzidzisa basa hanty vaiti
handigone basa handina
kumbovashungurudza"akapindura
asitorina basa nazvo hake
ndakanzwa hasha ndaakuda kubuda
ndinzwe Aisha aakuti
Me" no sha"
Tonny" oky mudzinge hako Chido ,
asi uzive kuti ndiye
angaachakugadzirira Aisha wako"
Me"Tsitsi kani"
Him"kutanga rinhi?"
Tanya"kubva.."
Me"ummm i remember
pandakamunzwa achitaura zvekuti
asuwa mukomana wake i think ndiko
kwaaenda"maida nditi kudiiwo
Baba Tsitsi"not my Tsitsi haaite
zvinhu zvakadaro i trust her iwe Tania
rongedzawo uende kumuridzi
wenhumbu kana Tsitsi asipo pano
handigari ndaakutorongedza
ndidzokere kubasa"ndaiti ndagona
izvo maya ndatoita zvinhu worse
ndakaona vanatwiny varongedzawo
zvavo
📞"hello madam"
"Eeh muri sei"
📞"tanga takatomirira call yenyu
basa takaita"
Me"yakasimba sekuru"
End of chapter 8
Stay tuned👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
TSITSI THE VILLAGE GIRL 09
Story written
By
💓 💓
*MIMMIE AKA
MATSHUMALITY
Chapter 9
*AISHA(mai Rue)*
Chido"mamuka sei"
Me"ndamuka"
Her"mataura mega"
Me"ndokubhadhara! ko yaunohora
unoti ndeyeyi"
Me"ndikuenda kubasa"
Ba Rue"kkkkk good day"ndakanzwa
hasha nekuti vakataura vachitoseka
ndakatoona kuti Chido haadzingwi
pano manje ndaimudzinga ndega
mirai muone
*GODFRY(baba Tsitsi)*
Ndakazoita hasha mai Tania
paakapindura kuti
Me"why?"
Me"ok my dear"
👸
Stay tuned
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
By
*RasVitahTheGracedOne*
and
*MIMMIE
💓 💓
AKA MATSHUMALITY*
CHAPTER 1 ⃣0⃣
*CHIDO*
Me"ndawana basa"
Me"makadii amai"
Her"ndosimba wakadiiwo"
Baba Rue"yes"
*TWINS(TANYARADZWA &
TANAKA)*
Kushungurudzwa kwaiitwa Tsitsi
kwese kwaitirwadza nekuti sisi Tsitsi
vakatanga kudzikira pachikoro uye
ndiye munhu aiti batsira homework.
Mom"ko ukufarirei?"
Mom"hello makadii"
📞"....."
Mom"yah motongozviita zvanhasi
nekuti maplans angu haasi kubuda
bho kana aripo"
📞"...."
Mom"aiwa iye anorara mukitchen
ariega saka haanetse kubata"
📞"......"
📞"...."
Mom"oky bye"zvaitaurwa neumwe
wacho aisazvinzwa akabva atobuda
achimhanya kuenda kuna Tanya
akasvika achimudhonzera panze
Tanaka"yes Tanya"
Tanaka"saka zvatichaita
tinonotsvaka mari yamom first kana
taiwana torongedza hembe dzaTsitsi
tisina kumuudza iwewe
wozonomumutsa husiku kuti abude"
⃣0⃣
End of chapter 1
Stay tuned 👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
By *MIMMIE* 💓 💓
AKA
*MATSHUMALITY*
CHAPTER1 ⃣1⃣
# *TSITSI*
Me"horaiti"
Dr Jack"nhasi"
Me"horaiti"
# *TANIA*
Pandakapinda ndikawana Tanya
akabata mari ndaziva kuti ndatonyura
Her"share yangu
yandawanepi?"akabva atobuda
nemari yacho achindisiya
ndakangovhura maziso after 20mins
ndakazonzwa dady kundisheedza
haa ndakarohwa shame worse
pakazosvika Tanaka achidya zvinhu
zvainhuwa ndakabva ndamhanya
korutsa
Tsitsi"inhumbu ka iyi"ndakarohwa
nehana zvisingaiti kuti manje ikava
nhumbu yaTapiwa nhai mwari
ndoiisa pai? ndakazvibvunza hangu
nechemumoyo
Questions
👸👸
Stay tuned
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*READ AND SHARE*
Story written
By*MIMMIE*
💓 💓
AKA *MATSHUMALITY*
*FREE BOOK READ AND SHARE*
CHAPTER 1 ⃣2⃣
# *NARRATION*
Aisha"hanty wakarega
kumudzinga"Andrew anoseka
achipinda mumagumbeze zvake kuti
arare. Aisha anotsamwa oenda
mumba machido anowana vakagara
naRue vachitamba game
Tsitsi"Rutendooooo!"
Rue"Tsitsi"vakabva vamhanyirana
ndokumbundirana naChido
vakazopinda musaloon vokurukura
havo. Vakava nekufara kwakanyanya
pauviri hwavo.Chido zvaimunetsa kuti
vanozivana kupi asi wekubvunza
aisavapo. Chido naRue every
weekend vaiswera naTsitsi, baba Rue
zvakatanga kuvanetsa kuti mwana
wavo akugara aine mufaro kuti
vamubvunze vaingoverengera.
Aisha"dady im pregnant"
Me"chingoenda ka iwewe
dakumboenda kumba"yes im doctor,
but uyu handingamurapi ndakabva
ndatobuda kuenda kumba.
Me"yes yes"
Rue"dady"ndakavhunduka shame
ndakafunga kuti pamwe anzwa
zvandanga zvandaifunga
Me"Rue my daughter"
Me"ukuedza kutii"
Questions
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
By
*MIMMIE 💓 💓
AKA
*MATSHUMALITY*
Sekuru"Zvawafambira ndikuzviona
wazvipira here"
Me"Hongu sekuru"
Me"oky sekuru"
Me"chii mom?"
Mom"Unyatsomutarisa kana
achiseka or even smile yake
kufanana nadad vako ummm kuti
haasi mwana wavo"ndizvo zvimwe
zvikundishaisa mufaro pano
ndakatanga kutsvaka mhinduro
yekupa mom
"Ndikutaura newe"ndakabva
ndavhunduka handina kumbovaudza
zvebirthmark ndakavarega vakadaro
Me"hello"
Me"knock kock"
Qns
1 *Tsitsi akaonei?*
2 * *paakaona akabva aita sei*
3 *mai Tania vapinda ma1 eyi*
Stay tuned 👸👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*READ AND SHARE*
Story written
By
*MIMMIE*
💓 AKA*MATSHUMALITY*
*CHAPTER* 14
*AISHA(mai Rue)*
Chido"hairdresser ndivo
vangomuruka hanzi zvanga zvirimo
zvasakara"nxaaa zvekuda kuudzirwa
pamwana wangu ndombozvida here
ini ndakangosiyana nazvo asi
vakazotanga kungobuda buda
weekend zvandaisanzwisisa.One day
vakabuda Andrew akabudawo asi
akazodzoka ane kamufaro
zvakandinetsa nekuti kubva
zvandataura zvenhumbu musi uyu
ndiko kwaiva kufara kwake.
Her"handipengi topedzerana
makuseni"akabva atobuda achirovera
door hake,Chido ndikumushaya kuti
munhu rudziii ndainge
ndaakunetseka ndega mupfugwa
akazouya kuzondiudza kuti chikafu
chaita.Ndakawana table yatovabho
kudhara ndakatarisa vanhu vese
vaiva vatovapo.
💌
Me "Tsitsi makorokoto ka Tania
abatsirwa musikana"
💬"wow makorokoto"
Her
💬
Her "ummm yah ipapo wataura i
have plan"
💌
Me "tell me aslong ichichengetedza
mwana"
💬
Her "oky inini ndichakutumira mari
every friday wotengera mwana
something kuti uwane kunomuona
nekuti kungosvika ummm hazvizoiti"
💌
Me "nice idea"ndakava nekufara
shame. Mwana ndaienda komuona
every weekend vaiedza kundibvunza
anondituma asi ndaingotsika tsika
nekuti Tsitsi akati haadi kuti vazive
kuti mupenyu ndakazomupa number
dzaTania aingofona obvunza mwana
ari sei chete.
Weekend yangu yakasvika kuti
ndiende koona mwana ndakasvika
pamba pasina munhu mwana ari ega
pane katsamba ndakamutora
ndikaenda naye hangu ndikaudza
Tsitsi ndikazotaura namom vangu
kuti vafane kumuchengeta sezvo
Tsitsi akati akuona plan.
Me"hamusari
moga"takazovasimbisisa Tsitsi
akarara vakazomukira mangwana
makuseni . Tania haana chaakaziva
kuti mwana akatoenda Harare
kudhara ndakazosanganawo
naTapiwa akundibvunza zvemwana
nxaaa ndezvake izvo kumubvunza
now after 6 months.
Qsns
Stay tuned 👸👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
Story written
By
*MIMMIE* 💓AKA💓*MATSHUMALIT
Y*
# *TSITSI*
Chapter 1⃣5⃣
Day randaona Rue ndakava nekufara
shame nekuti takagumana kudhara
ndaitomuruka for free dzimwe nguva
aiuya kuti ndizomuitisa
homework.Tania akazobatsirwa
mwana musikana chikafu chemwana
ndaitumira zvangu chichienda
naMelissa, ndakazoita stress
paramwirwa Melisa mwana ndainge
ndisina plan ndainge ndatogaya
kutsvaka ka1 room kangu. Ndakati
ndichigadzirira kuenda kubasa phone
yangu yakabva yarira
Me"hello"
Me"mutsvake mumarooms
ese"vakabva vatosimuka vese
naChido vakanomuutsa
😂😂takaswera taakufara shame
vakazoenda kumba zuva raakudoka
asi vakati vachadzoka kuzotamba
nemwana. Chimwe chinhu
chandakaona pauviri hwavo
ndikabvunza zvamai Rue vanochinja
mood maybe vakashaika
ndingatiiwo.Pavakabuda ndakasara
ndikarara ndakabva ndarota
ndichichata asi zvakandinetsa
ndainge ndakabatwa ruoko naTonny
murume wandaichata naye akauya
akabatwa naRue ndakasvika Rue
akatora ruoko rwangu akabatanidza
nerwemurume uya ndakabva
ndapepuka
Me"face iya haisi itsva, asi kuti
ndakamuonepi manje ndipo
pakunetsa uye naRue zvikusangana
papi?" Ndainge ndakuzvinetsa izvo
zviri wrong kuona munhu ka1 wobva
wamurota ndakamuka ndikanamata i
think mweya yesvina. Musi wa23
Tonny akazondikoka kuxmas party
achinditi dady vake vakauya nemhuri
yese handina kuramba nekuti ndivo
vari kundichengeta ka.
Him"ngatidzokere kuparty"ndakaenda
zvangu but ndainge ndisina
kugadzikana pakazopera party Tonny
akazotiunganidza zvakare
Me"Tapiwa unondikuvadza
ndiregedze mhani"ainge akabata
zvakasimba ndakazoona mumwe
murume akasvika ndokubata ruoko
rwaTapiwa zvinyoro nyoro achibvisa
pandiri akati
Tapiwa"ukufungei"ndakabva
ndavhunduka ndikabva ndapa Tapiwa
number dzangu ndakamhanyira
panze ndikawana pasina munhu
nxaaa ndakatsamwira Tapiwa.
Ndakabva ndatoenda kumba
ndichinosvika kumba ndakawana
kuna...... akabva anditi....
*GODFRY(baba Tsitsi)
Me"baba ko kunyemwerera
kwakanaka here"
Her"mukuidii"
Phone call
"Hello"
"Ndinosimba ko urip"
Me"my blood"
Amanda"yes we are your blood , dad
imi hamuna mutwin here"
Qsns
Story written
By
*MIMMIE*
💓 💓
AKA *MATSHUMALITY*
CHAPTER 16
# *NARRATION*
Rue"yes mom"
Rue"kushamwari yangu"akapindura
achitobuda hake mumba achivasiya
vakagara pabed, gogo vake
vakazosvika amai vaamai vake
akangovamhoresa achitobuda
kundogara panze hake pakazosvika
dad vake vakabva vatanga kutamba
bhora
Rue"dad mumba mune muenzi"
😭😭
Tania"Trish why "Trish naTapiwa
havambovhundi vanobva vatanga
kuseka
Rue"yechiii"
Tsitsi"yes father"
End of chapter 16
Stay tunned👸👸
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
Story written
💓 💓
By *MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 1 ⃣7⃣
Her"no dad"
Rue"mwana ndewake
dad"ndakavhunduka handina kuziva
kuti ndikufungira paloud kkkk
Me"yes"
Rue"why dad"
Me"handimuzive ka"
Rue"mwana weshamwari
yangu"ndakabva ndafara kuti nyaya
yangu yatangika manje
Me"anotengerwa nababa vake not
neni"vakabva vakatarisana
ndokunyarara Chido akazondiudza
kuti kubvira vakaenda kumba
kwaTsitsi havana kumboona baba
Angie. Ndakabva ndarangarira day
randawana achimonyororwa i think
ndivo baba vemwana vaya.
Takazodzika macho munotengeswa
hembe dzevana team rangu
rikanhonga nhonga shame ini
ndakanhonga chimwe chidhori.
Rue"ndecha Angel"vakabva
vaenderera mberi nekuseka haa
ndakabva ndanyara vedu
nemasekero avo.Takazopinda
muroad kuenda kumba kwaTsitsi
Me"ndakaguta"
Me"hesi Melissa"
📞"kana uchida kubvunza zvemwana
ari bho"then she hang up.
Chaindinetsa kuti Melissa akuenda
kuchikoro saka mwana akamupa ani
ndakazofonera Tapiwa pamwe ndiye
aituma Melissa paya
Me"hello"
📞"Tania ukudei"
Me"Trish!"
📞"yes ndini ndinayo hanzi naTapiwa
hes"yah painge paoma saka Tapiwa
akanditsamwira zvekupa Trish phone
yah painge paipa. Basa ndaishanda
asi vaindishungurudza hee apa pane
svina, dzokorora ichi , heee wasiirira
apa zvimwe zvacho zvobhowa
shame asi zvaiva nani panzara iya
yandakange ndatiza Mberengwa 😀
😀😀 . Pabasa pacho painge
pakanakira kuti vaingova mai nababa
chete pasina vana hanzi vari
kuchikoro hapana wandaiziva.
Me"nice to meet
you"ndichinyemwerera
Him"nice to meet you"akangodairawo
hake asi aitoonekwa kuti
ndezvekumanikidzira ainge
asingatodi ndakazobvapo ndapusa
ndichienda kukitchen mom vakabva
vauya
📞"Tania mwanangu"
Me"makaguma kuona Melissa rinhi
nemwana"
Mom"Tania"
Me"mhaa"
Mom"ko ukuhwandirei"ndakademba
kuti pasi pandimedze ini ndakunyara.
After 2 years
Me"whaaat!"
Melissa"haungatadzi kuvhunduka
Tania"
Mom"ko munozivana"
Qsns
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*Free book read and share*
Story written
By*MIMMIE* 💓AKA💓*MATSHUMAL
ITY*
CHAPTER1 ⃣8⃣
MEMORY(mai Tania)
Me"kubasa kupi?"
Her"kuHarare handingagariri nzara
pano"ndakambopindwa nemweya
wekunotora mwana asi ndaitya
manje. One day ndakarara ndakabva
ndarota kasekuru kaye
Me"hongu sekuru"
Him"chimuuraya
zvemushonga"ndakabva ndapepuka
ndokuenda pahari yangu ndakatanga
kusheedza zita remwana ndakatarisa
muhari muya asi hapana
chandakaona ndakazodzokera korara
ndichinetseka
"Chii chikuitika apa"ndainge
ndaakunetsa hangu manje zvatova
zvekupenga ka izvi painge pashata ka
apa.
Me"Tsitsi"
Ethel"tauya kurevenge"ndainge
ndodemba chandakazvitangira
ndakazoona sekuru vamira pakati
vedu hameno zvavakadetemba vana
mhama vakanyangarika
Him"wakanonoka mwana
akatochinjwa zita uye munhu akugara
naye ukaita zvekutamba
unofumurwa"
Me"ndian iyeye"
Sekuru"vagara vachasvika
pano"ndakashama muromo
ndichishaya kuti ndivanani manje
kana mwana akachinjwa zita
ndatonyura kah.After xmas ndakaona
pamba pachisvika mota dzaiva 4
ndakambofarawo ndaakufunga kuti
zvangu zvaita ndakazoona Tsitsi
achidzika akabata mwana haaa
ndaitofunga kuti its ghost or Tania
airevesa kuti Tsitsi mupenyu but how
ini ndakabhadhara varume vaya
paaifamba kuuya kwandaiva face
yake yakachinja kuita yamai vake
ndakabva ndatokumbira ruregerero
ndikanzwa kuseka kwana Twin.
# *TSITSI*
Pandakabva kutown ndichiwana Rue
aripamba ndakafara vedu. Hameno
zvandaingonzwa kana Rue kari
pandiri. Ndakafara Tonny
akazotisanganisa nehama dzangu
vamwe vanoti ndini ndakasanganisa
asi inini ndinoti ndiTonny hameno
kuti imi munoti ndian.
Me"mukuda kubetserwa
kudii"vakabva vanditambidza zvinhu
zvemwana ndakambundirana naRue
naChido nemufaro vainga vandivigira
tuhembe twemwana
Rue"aaa ndakanganwa
something"akabva amhanya kumota
akauya akabata chidhori ndakajamba
ndaakumumbundira ndinzwe
Rue"me too"
Baba Rue"Rutendoo!"vakabva
vamugurisira
Chido"mazvionawo kah"akadaro
Chido ndakabva ndatarisa pasi apa
ndainge ndakamira padoor
ndaakunyara kufamba
Her"Tsitsi my daughter"
Me"hoo nhasi ndava mwana wenyu
no mai vangu ndakazovaona kugrave
yard kwamakandiraira"ndakaona
vavhura maziso vakanditarira
ndakabva ndatanga kutaura
ndichivarounder
Her"saka ukundiudzirei?"
Me"stay away nefamily
yangu"vakabva vafamba kupinda
mumba ndakasara ndaakuseka
zvangu chero vanzwa takangoita 1
day tikabva tadzokera tese Harare
even dad takaenda navo Harare , ini
ndainge ndaakugara nematriplets
angu. Day rakauya Melissa
ndakaraira mukoma Tonny
vakanomutora pavakasvika
ndakanzwa mkoma vavakuti.........
pandakatarisa Melissa ndokubva
Tanya ati......
Qns
1 *hanzii naTonny?*
2 *ko Tanya akatii?*
3 *mai Tania vaityei?*
4 *asi vakazoonei?*
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
Story written
💓 💓
By*MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY*
CHAPTER1 ⃣9⃣
AISHA(mai Rue)
Ndainge ndatojaira kuti every
weekend ndoswera ndoga nekuti
baba Rue vaishada weekend Chido
aingobudawo naRue hameno
kwaiendwa. One weekend vainge
vasiri kushanda vakabva vangobuda
nana Chido vakabva vadzoka vega .
Mangwana makuseni akamukira
kunovatora haana kudzoka
makuseni sekutaura kwake ndakabva
ndatobudawo kuenda kutown
ndaiziva hangu kuti pamwe
achaswera kumba kwevabereki vake.
Ndakabva ndatofonera munhu wangu
ndokubva ndatobuda kuenda kutown.
Takabva tasangana mutown
ndokubva ndapinda mumota
Me"tikunoswerepi?"
Me"ngatibve pano"
Him"why?"
Him"hande kulodge"
Rue"out nadad"
Him"kwamoms"
Me"iye Rue ati out"
Him"ungateedzera Rue"vakabva
vatoenda vese kunorara nenzara
yandainzwa ndakaenda kuno mutsa
Chido
"Mukai munondibikirawo"
Her"ndakaneta"
Me"why?"
Her"chero imi"
Her"yechiii"
Her"out no kwagogo"
Her"ndavhunika dad"ndakarohwa
nehana shame Andrew asvika nguvai
haana kutaura neni akangosimudza
mwana wake ndokuenda kumota
chinyararire hake kuti nditevere
ndaitya.Ndakaedza kufonera Chido
kuti auye asi aisadaira phone. After 2
days ndakazoenda kuchipatara
ndikawana kuna Chido nevamwe
vasikana vaviri vakagara naRue asi
mumwe wacho anenge wandakaona
kupark
Me"oky"
Her"akavhinika achiitei?"
# *TONDERAI*
I was so happy kuona family yedu
yakura plus phone yaTsitsi
ndakazoibvisa pacomputer nekuti
zvandaida zvainge zvaita ,but
naMelissa takaramba tichingotaura
hameno zvandaingonzwa
pandinenge ndichiona mapic ake
ndainzwa kutomuda shame asi kuti
ndimuudze ndaitofanira kutanga
ndanzwa Tsitsi nekuti ishamwari
yaTsitsi. Day rataenda kumusha
ndakafara kuti ndaona road kuitira
kana ndaakushanyira Melissa kkkkk.
💬"sister"
💌"Madii broo"
💬"Tell me more about Melissa"
💌"Kkk mamuona kupi handei
panze"takabva tabuda panze
akatanga kundiudza zvese pamusoro
pake.
Him"ummm eh no"
Me"sure"
Him"yes"
Me"kkk oky handikumanikidzi asi
ndoziva uchandiudza"
Andrew" murudo ka
umu"ndakavhunduka
Me"broo mabuda nguvai"
Him"chindiudza ndewepi"
Him"haungazvinzwisise"
Me"sister"
Her"ndokumbirawo munotora
Melissa adzika bus now kubva
kumusha"
Her"yes"
Tanya"ini handina
chekushora"Tanaka and Amanda
vakabva vabvumawo
Amanda"kwasara imi mhama Angie
mozvionawo sei"
Her"pedzeranai"kkkkkkk
"Yes"
Ndakabva ndamutaridza zvandaiona
akabva angobuda fast kuenda kumba
kwaisava kure zvako ndakarwadziwa
pakadonha Rue. Akazouya naye
kuchipatara ndipo pandakaona kuti
avhunika ruoko
"Ndavhunika mom"ndakarohwa
nehana kunzwa Rue achiti mom
kuna Tsitsi ndakaramba
ndakateerera
Him"what!"
Kufunga kwako
1 *Tonny akaii?*
2 *Andrew akapindura kutii?*
3 *Tonny akabvunza kutii?*
4 *
⃣9⃣
End of chapter1
Stay tunned👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*FREE BOOK READ AND SHARE*
Story written
💓 💓
By *MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY*
Call /app
+ 27623436632
CHAPTER 2 ⃣0⃣
(NARRATION)
Tapiwa"makadii mhama"
Him"Tapiwa"
After 2 weeks
Tonny"she is my sister"
Andrew"what and how?"
Tonny"long story"akabva
arondedzera zvese zvakaitika kubva
pekutanga kusvika pekupedzisira
Tapiwa"please Tsitsi"
Qsns
⃣0⃣
End of chapter 2
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*FREE BOOK READ AND SHARE*
Story written
By *MIMMIE* 💓AKA💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣1⃣
# *ANDREW( ba Rue)
Her"ndotya mhama"
🤔
Her"shiii "
Me"achazvifarira here?"
Her"yes"ndakazomubvunza nyaya
yekuvhunika kwake akandiudza
zvese zvakaitika ndakabva ndaudza
Tonny.
Me"ari kupi"
Police"hatisati tapinda"
ndakaramba ndichidzokorora
mashoko ake ndikatadza
kumanzwisisa zvachose zvichireva
kuti kudai vamubata aisakwanisa
kufamba ka uye mazamu ake ummm
handiona kana akamboyamwisa
mwana. Ndakatanga kurangarira
pese pandaimuona handisati
ndakambouya achiita breast feeding
maybe aindinyara
Me"no"
Ndakanyemwerera ndichibva
ndamusimudza tichibuda panze
ndakaona ava kunyara paakaona
vanhu vari panze maybe aifunga kuti
titi 2 kkkkkkkkk ndakazomuisa pasi
akabva amhanyira Tonny achichema,
Melissa akazodimbura kuchema kuya
Melissa "wakachena Tsitsi"takabva
tatanga kuseka tese police
yakazoenda nevanhu vese kustation.
Me"morng Aisha"
Her"mrng dad"
Aisha"no im oky"paakangopindura
Tsitsi
😲
akabvaatoti..... ndakatarisana
naTonny, Melissa akangofamba
ndokusvika achi.....
# *MAI TANIA*
Ethel"ndini ndakuperekedza
ndakakubereka"
Me"ko why usingaendi kunozorora
inga Tsitsi wako mupenyu"
Her"but what"
Me"mhama please"
Her"varip"
Me"vanga vari apo"ndakatanga
kuvatsvaka ndikavashaya
"Not so fast"
Her"Memory Memory"
Me"mukudei"
Her"udza vanhu chokwadi ndizorore"
1 *Tsitsi akatii?*
2 *Melissa akaita sei?*
⃣1⃣
End of chapter 2
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
By *MIMMIE* AKA 💓 💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 22
# *TONDERAI(TONNY)*
Me"me too"
Her"handidi nayo"
Tsitsi"broo ndaakubvunza
kekupedzisira tichiri kuenda
here"ndakabva ndavhunduka
Me"ummm its not like that yes
tichaenda"
Me"watii broo?"
Me"no bamnn"
Me"hatikanganwi mhama"
📞"uenderere mberi nemabasa ako
akanaka ukuona paakusvitsa ka
mwanangu"
Me"(nekazeve-zeve)enda
unovamhoresa unyatsoteerera voice"
akabva atoenda pedyo namai Rue
Qsns
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
By *MIMMIE* AKA 💓 💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣3⃣
# *TSITSI*
Tonny"Tsitsi please"
Panga pasisina option kunze
kwekubvuma ndakazovhara kumeso
nerumwe ruoko ndichienda pavaiva
ndakasvika nekuti
Tonny"mangwana tikuenda
kuWaterfalls Melissa"
Her"kunani, uye kunodii?"
"Ndiri pano"
Tonny"wellcome Tsanos"
Tanaka"ingosheedzai J P azoimba
kah"
Melissa "tinoda"
Me"ko tavepi?"
"Ndaita sei"
Ndakangosimuka ndiri bara
ndichizviwisira mumaoko ake akabva
andibata maoko ndokubva ati
Me"kwakanaka"
Her" saka"
Me" ndosaka ndichida
kumumhanyira"
Tapiwa"Tania"ndakabva
ndavhunduka
Me"hmm"
Tania"ndanguri ndakusheedza
ukufungei"
Me"(ndichinyemwerera) hie"
Vakangonditarira vakanyarara
ndakaita hasha no ndaifanira kuenda
kumusha ndimbonofambira nyaya
idzi dzevakomana ava.
Pandakazopiwa off ndipo
pandakaenda Mberengwa ndaiziva
zvangu kuti amai vangu vanoita plan
chete. Ndakati ndichisvika
pamashops ndokubva ndaona mai
Melissa
Me"ndikukuonai"
Her"(achichema) Tania
ndiregererewo hako
nezvandakakuitira please"
Me"its oky haisi mhosva yako ndini
ndakaramba Tapiwa at first place"
Mhama"mhama na Ethel
chindiregereraiwo sua kwaisava kuda
kwangu ruchiva rwaindibata
......hongu handichazviita"
*Andrew atiii?*
*Tsitsi atambidzwei?*
*vanoda kudiii*
By *MIMMIE* AKA 💓 💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣4⃣
# *AISHA*
Me"hello"
Voice"ndimi makatisungisa saka dai
matibudisawo mujeri"
Him"pawakatanga yako"haa
ndakabva ndapusa shame thank God
hapana chaanoziva nezvenhumbu
yangu asi kuita kwakwe
ndaisakunzwisisa zvachose.
Ndakazorohwa nehana
pandakanzwa Andrew achiti kuna
Rue mhama vako vanga vane
birthday , izvi zvakandinetsa nekuti
inini ndaisava nebirthday . Ndakabva
ndapinda ndikaudzwa kuti mukadzi
waTonny ndaigotii.
Me"ukuedza kutii"
Her"ndaakubvunza kekupedzisira
ndian uyu wamunaye" akabva atanga
kundirova ndakafunga kuti maybe
munhu wake Martin akabva aenda
kundobata Chido akabva arohwa
neumwe mukomana rakaita drama
palodge,
Chido akabva anditi hamuna
kungwara ndikuzopa murume wenyu
proof yese yandinayo nechikomba
chenyu, ndakabva ndatofreezer ipapo
ipapo
# *ANDREW(ba Rue)*
Aisha ruvengo rwake kuna Tsitsi
ndirwo rwaindiita kuti ndirambe
ndichida Tsitsi. Pane mashoko
aMelissa akaramba kubva
mumusoro mangu
Me"oky thank"
Him"asi pane problem"
Them"why?"
Rue"maneteswa nei?"
📞.......
"Big problem"
📞.......
📞......
"Panyaya yenhumbu"
📞.........
📞....
"Kubvisa maya ndichaita plan"yah
ndakapererwa problem ndaisanzwa
zvaitaurwa neumwe wacho, Aisha
itori dangerous animal chaiyo ,
ndaifanira kutogara ndakangwara.
⃣4⃣
End of chapter 2
Stay tuned 👑👑
Story written
💓 💓
By *MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣5⃣
# *(NARRATION)*
Her"Tanyaradzwa Mpofu ,
Tanyaradzwa Mpofu"
Her"hapana chakaipa
mukwenyana"kuzomudaro akabva
afara shame.
Tonny"hapana
chakaipa"Vakazobvunzana
nezveurwere rwamai Tania havo.
Vanhu vese vakazodzokera Harare
zuva rava kutodoka, asi Tonny aiva
nekufara kuti aona mai Melissa.
Achisvika Harare akabva atanga
kutsvaka infomation yechikomba
chamai Rue yakakwana.
💬"ZVESE ZVAUKURONGERA
ANDREW NDIKUZVIZIVA"
📞......
Voice"tosvika manje manje"
⃣5⃣
End of chapter 2
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*FREE BOOK READ AND SHARE*
# *TSITSI THE VILLAGE GIRL*
Story written
By*MIMMIE* AKA 💓 💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣6⃣
# *TONDERAI(TONNY)* 🔞🔞🔞🔞
🔞
Ndaisambofunga kuti Melissa
angabvuma so fast , ndakabva
ndanzwa kunge ndadiwa nenyika
yese. The way yandinoda nayo
Melissa akandiramba
tinonomunyengera tese seZimbabwe
kkkkk. Ndakabva ndatotengera mai
Melissa imba mutown zvangu ,
takazoudzwa shoko reurwere rwamai
Tania tikabva tatoenda kumusha inini
zvangu ndaingoda kunoona mai
Melissa zveurwere raitova drama.
Me"Tanaka ndiperekedzewo kumba
kwana Melly"
Tanaka"haana----"
Me"oky mhama tomufarisa"
vakazotipa havo nzungu dzacho kuti
nyaya yacho ipere kkkkk, takasvika
vanhu vakutogadzirira kubuda,
ndakabva ndavaudza kwandanga
ndaenda , but to my surprise vese
vaitodawo kuenda kkkkkkkkkk.
Her"kwakanaka here"
Me"chii futi"
Tanaka"bvunzaiwo sure"
Me"ndicharoora guys regai
ndimbobatanidza zvunhu ndikuda
muchato chaiwo chaiwo kwete
wekunyepera"
Tanya"but mukunonoka"
Me"kana zvabatana"
Me"why"
Her"tavakupi futi"
Her"but Tonny---"
Me"(ndichidonhedza towel)
😀
chitendeuka ndapedza "
akatendeka achivhura maziso
zvishoma nezvishoma ndakabva
ndatanga kumukisa asati andifuratira
futi nekuti munhu wangu ndomuziva,
akatanga asiri kuresponder , but
ndakazoona munhu aakutobatirirawo
"Ndikaita zvekutamba
ndinodzikiswa"ndainge ndaakufunga
ndega munhu achiridza mhere,
ndakatora remote yanga iri pabed
ndokubva ndaridza radio full blast. I
started to kiss her again and my left
hand raitova bussy kuhoney pot
ndakazoona manje kuti munhu
wangu ava bho i force my self inside
her.
Her"oky ndaakumuka"ndakabva
ndaseka
# *TSITSI*
Her"uyu wauyinaye"
Her"Angel im your-----"
🖐
Me(ndakabva ndamurova ) enough
Tania who is your child" akabva ada
kudzorera , ndakazotanga kumurova
manje
By
💓 💓
By *MIMMIE* AKA
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣7⃣
*MAI TANIA*
"Why watifumura"
Sekuru"manje ndauya
kuzokupedzisa"
Me" ndikunamata"
🤣🤣🤣
Her" zvekusvika pakubuda ziya
kwakanaka"
Me"asi pane chakaipa"
Me"kubirthday party"
Me"no"
Angel"aunty!!"akabva andimhanyira
hake
Her"how are you?"
By
*MIMMIE* 💓AKA💓*MATSHUMALIT
Y*
CHAPTER 2 ⃣8⃣
Ndakapererwa ndikatodzokera
kumba asi ndainge ndisina zvangu
mufaro, akazouya kwakutosviba.
Me" ko watobika here ndikunzwa
nzara"
# *AISHA*
"Kana pakadaro"
Him"ukuedza kutii"
Me"ndarambwa pamberi pevanhu
vese ava saka handizive kuti ndoita
sei nenhumbu yako"
Me"chingondiroora kah"
"Hello mhama"
"Wandinyadzisa mwanangu"
Her"maita sei"
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
Story written
By *MIMMIE* AKA 💓 💓
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 2 ⃣9⃣
# *MELLISA*
Him"mukai muende
pabasa"ndakamutsamwira ini
ndakabuda ndakanyarara ndichienda
muoffice maTsitsi ndikasvika
nekurara.
Me"kumota"
Tonny"kunodii nguva yebasa"
Me"kundorara"
Him"dzokera kuoffice"
Me"iye Andrew
achindimutsa"ndakabva ndaramba
ndichifamba
Him"remember i'm your boss
dzokera pabasa"ndakabva
ndadzokera kuoffice ndaakutochema
"Famba zvakanaka"ndakacheuka
ndikaona ari Tonny nxaaa
ndakabhoikana ndakabva ndaenda
hangu kuoffice kwangu sezvo boss
vandiona. Akabva anditevera kuoffice
kwangu achiseka
Me"saka apa ukuseka chii chaizvo"
Baba Tonny"anoenda
mangwana"ndakanzwa kufara shame
Mhama"hakuna zvakadaro"
Me"she is my mother"
Me"ndivo vadya"
Me"makadii mhama"
Rue"saka makatenda"
kkkkk ndakabva ndapusa shame ,
Andrew akazondiudza kuti anoda
kuroora weekend, ndakabva ndaudza
vana dad namhama , pakazorongwa
zuva rekusangana kwevanhu
kumusha. Inini , Andrew, Rue and
Angel tainge takapfeka zvakafanana
uye takachena, Tania aivapo
achiratidza kufara ndakabva
ndamuudza kuti anozouya kumba
kana tachata ndava kugara naAndrew.
Me"oky mhama"
mai Chido vakabva vandisunga
nekamucheka chichena , mota
yakazotanga kumhanyiswa namai
Tonny. Patakadzika vakaenda neni
mune imwe imba vakandipfekedza
gemenzi , asi rairema shame.
Vakabva vaenda neni kwaiva
nemuporofita wacho, asi ndakanzwa
perfume yandaiziva, mai Tania
vakazonditi vhura maziso,
zvandakaona ipapo zvakandipedza
simba ndakaona.......
⃣9⃣
End of chapter 2
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*FREE BOOK READAND SHARE*
Story written
By*AUTHORESS*
*MIMMIE ❤AKA❤
*MATSHUMALITY*
CHAPTER 3 ⃣0⃣
# *TANIA*
pandakafonerwa naChido achiti
ndimuperekedze kuna Trish handina
kuramba, ndaitofunga kuti
tinongoenda tiri 2 , but takazoenda
naTapiwa, inini naTapiwa road yese
hapana aitaura neumwe kusvika
Mberengwa. Patakasvika Tapiwa
ndiye akatanga kudzika
Me"Hallo mhama"
Me"ok mhama"
ndakabva ndatovasiya kuparidzirwa
ndombokuda ini , anondiudzei
Rakabhi kkkkk ndakabva ndatoenda
kunoita bussy zvangu nevamwe.
Vakazoenda kunotora Tsitsi
vanamhama ,Melissa akabva afamba
kuuya pandaiva
vakabva vambundirana
vachinyararidzana zvavo, ndakaona
Tapiwa naChido vachienda kumberi
kwaiva naTsitsi
Me"ndiri bho"
Her"muroyi haana zororo pasi pano"
Me"ukwane iwe"
Me"anopenga uyo"
Ndakazomuka makuseni
ndichikweshawo man'a kuri
kugadzirira kuenda dhorobha sisi
vangu vakabva vasvika
Her"kuti kwakanaka nhasi ndiani
akuvimbisa mapata pata"
📞"Makadii"
Me"Ndinosimba mwanangu
wakadiiwo"
Me"Muuye naAmanda"
Me"ndinoenda nekombi"
Me"hongu ndinayo"ndakabva
ndaibudisa kuti vaione, Mellisa
akabva asvika ndakaibata
Her"mhama ndipei mari iyoyo
dakunotenga yorgut"
Me"hongu"
Stay tuned 👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*TSITSI THE VILLAGE GIRL*
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
story Written by *AUTHORESS*
*MIMMIE ❤ ❤
AKA
*MATSHUMALITY*
*FREE BOOK READ AND SHARE*
CHAPTER 3 ⃣1⃣
*TONDERAI*
Dad"hapana kwaanoenda"
nechemumoyo ndaida kuti asare , but
ndaisada kuzvitaridzira kuna mhama
ndaida vambochionawo.
Andrew"Aisha!!"
Andrew"pasi"
Tsitsi"why"
Tsitsi"(Achichema)handisati Andrew
i'm virgin"
Andrew"(achivhunduka)impossible
Tsitsi but une mwana wani kuti wava
mai vaJesu here iwe"akabva atanga
kuseka Andrew
Andrew"Whaaat!!"
Him"ani kukuma?"
Amanda"Yechii?"
Tanya"Tinoshanda naRue"
Amanda"How?"
Tanya"Havafaniri kuwirirana then
Tsitsi anotsamwa odzinga Tania"
End of chapter3⃣1⃣
Stay tuned 👑👑👑
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*TSITSI THE VILLAGE GIRL*
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
story Written By
*AUTHORESS*
*MIMMIE* ❤ ♥
AKA
*MATSHUMALITY*
# *ANDREW*
Ndakasara ndichiseka pakamhanya
Aisha achida kuchema, amai vake
vakabva vauya pandiri
Me"handizivi"
Me"Tania!!"
Her"yes"
Her"ndibrian"
Tsitsi"hanzii"
Her"i think adya chikafu chandati
arase changa chiri chabamkuru"
Her "operation"
# *AISHA*
💬"huya tisangane
mutown"ndakafara zvisingaiti ,
pandakaona mota yake ndakabva
ndamhanya kuenda makabva
madzika umwe mukadzi akatanga
kundirova kuti ndisayane nemurume
wake , ndakazoona Martin achidzika
mumota muya nxaa ndakarwadziwa
kuti ndarohwa aripo
Him"beb chimurega, rega ndiende
naye kumusha, pinda mumota
Aisha"ndakapinda ndichiyuwira
takasvika pane rimwe zimba
rakanaka mukadzi wake akabva
adzika
Me" ko kuharare"
Qsns
*hanzii naTsitsi?*
*Andrew aita sei?*
Stay tunned
https://chat.whatsapp.com/IwKOrPd
yRG95sqxASrmzHD
*Free book read and share*
*MIMMIE* 💓 💓
AKA
*MATSHUMALITY*
Chapter 3⃣3⃣Final
# *TSITSI*
Me"ndakamudzinga ini"ndakabva
ndavaudza zvese zvakaitika
Amanda"ukufarireiko"
Amanda"tatojaira zvaingotinetsa
mafirst days"
Ndakabva ndaseka zvangu, ndokubva
ndatopinda muroad kuenda kumba
kwangu takagara dzinenge 4 months
ndipo pakazodzoka Tania achiti
avinga Brian ndakangoti vaende vese
dai aiva umwe asiri Tania ndaiti agare
manje uyu umm ndainge ndava kutya.
Her"she is my maid"
Me"are you sure"
Chido"mukufungei sisi?"
Me"please mwana wamai vangu
usadzosera chakaipa nechakaipa"
Me"good girl"
# *(NARRATION)*
Baba Tsitsi pavakaona mai Tania
kumuchato waTsitsi vakanzwa kuda
mukadzi wavo zvakare,vakabva
vatoenda navo kunge munhu
angoperekedzawo ivo vaiva nenyaya
yavo , asi vaishaya pekutangira nyaya
yavo kusvika vatobatwa nehope
vagere pasofa. Pavakazomuka
makuseni vachiona vakabviswa
bhutsu uye vaine gumbeze
Tania"ndadzingwa naTsitsi"
Andrew"what is it beb"
Tsitsi"Andrew help me please ingoita
ka1 chete"
Ngatirambei takabatana
*TSITSI THE VILLAGE GIRL* its my
first book
*HUPENYU HWENHERERA*
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭