Sad Love Life ɾɺ ɺɾ
Sad Love Life ɾɺ ɺɾ
Sad Love Life ɾɺ ɺɾ
WRITTEN BY.
AUTHORESS :
PAMELA N. NGIRAZI
Pdf by VaDeny.....
CHAPTER 1
*Stay tuned...............*
[8/26, 13:24] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0zdXmhDgEr6xf
3yFuMDCC
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 2
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 3
Ndakaita zveku jumpiswa border because
ndaisava ne passport ndakasvika Francis town
kwaigara mainini Glenda ndikawana
vakandimirira nemurume wavo vanga
vatozoroorwa, vachitova nepamuviri
takazoenda kumba kwavo vaishandisa an RDp
house takatozofona tichizivisa vanhu vekumba
mafambiro andainge ndaita uye ndakanga
ndafamba mushe.The same week ndakanga
ndavakutoenda kuSaloon namainini
vaishandidzana nema tswana pamwe chete
nesome of the Zimbabweans . Ndakatanga
kutoshandawo nekubatawo ma customer
ndakatobata Mari iri naniwo that month,
Nhamo yekumba kwedu handina kuikanganwa
ende baba vangu vakanga vasati vawana basa
chairo saka ndaitoti Mari ikati unganei
ndosenda kuvabereki vangu.Mainini
ndaimbozama kuvapa imwe kuti vabatsirike
sezvo ndivo vaindichengeta asi vairamba
ndikatozonzi nabamunin vangu rimwe zuva "Itu
ndikakuona or kunzwa uchida kutipa Mari
muno mumba ndichatemha shamhu
ndigokurova chaiko tisu tofanirwa
kukuchengeta uri mwana wedu" he was so
good zvesure vaindibata zvakanaka.
*Stay tuned............*
[8/26, 13:24] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/BtQSHjse9mb08U
Otsh39Sc
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 4
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 7
*Tamuka*
*Stay tuned..........*
[8/26, 13:24] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/HpmL1jVN6NUJW
olAidR1mq
*ɾɺSAD LOVE LIFEɺɾ*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 8
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 10
*Tamuka*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 11
Ndakamuka the next day ndikaona
ndakasungirirwa makumbo nerumwe ruoko
with a chain pabed muchipatara imomo
,rumwe rwakabairirwa madrips ndikashaiwa
kuti chii chayiitika makazouya vamwe Mai
vairatidz kuti vanoshandapo vakatanga
kundipa counseling ndakatombonzwa zvirinani
than before .Vakanditi ndaifanirwa kuzvibudisa
through screaming or crying but panguva
yacho ndakazvitadza zvese ,ndakazobudamo
muclinic zvairwadza kubuda ndisina
chandakabata ndichizosvika kumba
nekushaiwa word rekunzi "makorokoto" but
ndaizama kuzvisimbisa even though it was
hard.Ndakauya ndikatorwa na tete ,Karen
nemurume wake anga atsvaga chimota
pamashops chekuti chitisvitse pamba even
though paiva padhuze ndaitotenda nerudo
rwakadaro , because Tamuka chaiye nhanga
nyaya anga azvitadza achito threatener kuda
kundiurayawo but from the counseling ndanga
ndakutonzwa kuti "I have a lot to live for ,I have
a future to come,I have a life to live and I
should be strong for that life" zvekuti kudemba
kufa ndanga ndakuisa paside ndakutonzwa
kuti from that heartbreaks zvanga
zvandisimbisa moyo nekundipa hushingi
hwekusada kujairirwa nevanakomana
vevanhu.Takazosvika kumba ndichinzwa kuti
hapana wandoda kutaura naye ndakatogeza
ndikapinda muma blankets ndikazomuka next
day ,after kugeza kwemakuseni ndakanonanga
mukitchen matete vangu nekubika kasadza
nederere rakaomeswa ,vese vaingonditarisa
vachinditaudza ndisingavadaire ndapedza
kubika ndakarigarira ndikaripura good size
ndobva ndasuka maplates acho kusanganisira
neamwe ayivamo "phone yako iri apa Mai
Talshia ,mumwe wako arikuuya nhasi asi
anenge ane vanhu vaarikuuya navo" ndakava
ignore ndichinopinda muroom mandairara
,ndakasvika ndikamu cleaner ivo vanga
vanditevera vachida kuona kuti
ndirikumbozvifambisa sei, ndakatorara ndisina
kubatwa nehope asi time ndikazonzwa
kutaura kwevanhu ndikazonzwa
vachimhoresana pandakanzwa voice raTamu
hana yangu yakarova zviri unnecessary
kusaziva kuti yairovei .
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 12
Mai neNyasha hosted me very well zvekutoti
takange tavakuita kunge vanhu vakazivana
kare ,vakazoti "ndanzi nasisi Mai Memory
ndikutarisise nekuti vabereki vako havadi newe
ndazama kuvabvunza kuti chirudzii vati
uchandiudza wega kana uchida apa. Iwe une
mwana kuratidza watokura plus makore ako
haasi emunhu angatoitirwa take take
zvakadaro sei vachidaro" ,I don't know why
ndakava truster but I told her everything she
felt the same pain for me but I told her kuti
ndanga ndakatopora pazvese she ended up
told me zvavowo nemurume wavo,
ndikatozoona kuti chakafukidza dzimba
matenga zvangu zvaitoita sezvaiva nani pane
nyaya dzechipfambi chemurume wavo
dzavakandiudza she ended up said "izvezvi he
is HIV positive asi ini ndichiri clean ende
ndakatomuudza kuti toshandisa protection
kana ada nezvangu ende pano handibvi" apa
munhu wacho ayisanzwisa tsitsi kutaurisa
kwacho taizopedzisira taseka vaitoratidza kuti
igandanga pachezvaro.Takazomuka next day
tikagadzirira zvekutoenda kuShashe kunoona
imba yavaitaura but takawana yapindwa
tikazoudzwa kwaiva neimwe tikakwira lift
kuendako takasvika tika knocker gate
pakabuda murungu a Chinese lady ,
takamuudza zvatanga tafambira akati ayito
rentawo akabva afonera landlord vacho vakati
room iripo tivamirire vaisvika after 40
minutes.Vakazosvika ayiva mukadzi mudhafu
mutema asi akanaka pachiso achitaurisa futi
she introduced her self to us as Mai Ishmael
ende mukomana wacho ayinzi Ishmael ayivapo
he was the same ages with Ethan my
brother.Then umwe mwanasikana wavo ayiva
grade 7 vakati anonzi Isabel takazobva kumain
house kuya tichienda ku cottage tikasvika
kupfuurira front door vachitiratidza kuseri
kwaiva ne 2rooms dzaipindana asi vakati Mai
gara imwe couple vanonzi Mai na baba Natalia
asi vaisavapo havo , "ndangokuratidzira kuti
uzive kuti haugare wega usazotye hako" ,
takazodzokera at front door kwatanga
tapfuurira vakavhura tikapinda mu lounge
yaine 2 ma couches eblack anogarwa nevanhu
2 ,2 then TV stand yaitova neset yacho
vakatobatidza tv zvese zvaivapo zvaishanda
"DS wotozori jusa hameno rakapedzisira ku
subscribwa rinhi, aya ma speaker haasi angu
ndeedzimwe hanzvadzi dzangu vaimbogara
muno vachishandisa room iri ku left iyo zvino
ikozvino vavakugara kubasa handifunge kuti
vachadzoka pano haunga share navo"
vakadaro vachibata bata zvinhu zvacho.
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 13
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
*Tamuka*
*Flash back*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 15
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:24] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/HZVTJoh6krg5FA
6NkvP4h7
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 16
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 17
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 18
Ndichisvika pamba ndakatowana gate rato
lockwa they wasn't know kuti ndaiuya
ndakatozoita zvekufona vakavhura.Vairatidza
kuti vanga vatorara ndakapinda ndikawana
mom vakandimirira tikatanga kubvunzana
zvekwandanga ndabva ndikanzi
"ndatokanganwa kukuudza kuti utakure
zambiya , chero musati mawirirana neumwe
wako sekutaura kwako asi zambiya rinoratidza
chiremerera especially kumunhu akaita sewe
vanhu vawaendera havasi shamwari dzako
plus kumusha kakuye, isu tichikura taitogara
takamonera mazambiya kana baba vedu
nyakutibereka varipo Saka zvakatokosha
havazombokuone semunhu wemanga manga
naivo vanotokupawo respect" ndanga ndakuto
lecturerwa kunge ndirikuda kuendako ini
ndatobvako ndikatozovaudza kuti ndanga
ndatakura.Ndakazonorara pandakabata phone
yangu kwakuwana mune mamissed calls from
Tamuka na Tamuda ndikatanga nekufona back
Kuna Chaks but haina kuita through yaTamuka
ndiyo yakaita through tikambotaura
achindiudza kuti anga afamba mushe uye kuti
Mai vanga vakumbira number dzangu
akavapa.Ndakazoenda paApp kwakuona
aposter picture rangu ndiri kumusha kwatanga
tabva ndaiva ndakagara paka bench panze
tichisarudza mbambaira ndiina Tania na Talent
vachindibatsira ndakatoshaiwa kuti anga
aritora nguvai achibva apanyora kuti "what a
blessed Wednesday mom and her princesses"
ndakabva ndaritora pic ndisati ndari poster I go
over my chats ndikaona pane massage from
Belinda yakanzi "hie" ndikatiwo "hie" kwakundi
blue ticker in no time ndakaona azadza her
status nema pictures aTamu achinyora
zvekuratidza kuti he is her man asi hapana
ravaiva vese kwakuzozviisa rake Belinda
wacho at last akazvinyorera kuti "ndipeiwo
number dze fire briged love yandirikupihwa
mazuvaano irikubvira" ndakatomboseka ndega
and I knew kwaiva kuda kundisvotesa as if tai
share murume apa ayingozvinetsawo ini kana
shungu ende ndaito respecter relationship
yavo zve pressure zvaisava mandiri .Apa iye
haana kana day raayimbo postwa chero zve
mistake hazvo naTamuka wacho otherwise
ndiye ayitova mupositori apa profile picture
rema jersey eChelsea aye ini naTamu
raingovapo risingachinjwe ,ndakabva
ndaposter picture rangu nana Taa randanga
ndatora pa Tamu ndikanyora kuti "you already
missed ,mom loves you my precious Jewelers"
ndikaonawo Tamu aposta rimwe ndiina Mai
vake tichichera mbambaira akanyora kuti "the
women that I love" ndakatomboseka ndega
kuti makwikwi pama status apa controvess
chaiyo. Ini eeeh kana takunyorerwa kunzi
vakadzi vandinoda naBelinda zvichapera
mushe here. And I realized kuti fon baTania yai
zoomer through camera zvekuti arikure ayitora
picture kunge aripadhuze zvaiva zvinhu ,
"mushe kurisei kumba kwenyu, kasi ndiwe ex
wife yaTamuka yaaiye vana nayo?" ndiyo
massage yakazosendwa na Belinda after her
blueticking and her statuses posting
ndikapindura kuti "taura na Tamuka" ndichibva
ndatobva online ndakuita zvekurara,ndanga
ndatoona kuti she had a confusion zvoratidza
kuti haana chaanga akaudzwa chinobatika or
chaainyatsoziva about me zvaindinetsa kuti
Tamu ayiti chii chaizvo kune musikana
wake.Takazomuka next day ndipo
pandakaonana na Dad and Talshia sezvo
ndakanga ndavasvikira vakarara last night,
ndikafonerwa na Ethan achiti ayiuya kumba
ndakatozomumirira ndanga ndamusuwa
ndaida kutonomutora kubusstop
ndikarambidzwa namai Itu ndichinzi "iwe hant
wakati muSoldier wako anokuchengera unoda
kutirovesa pano Koo akangosvika uchiteverwa
nezvimwe zvikomana kuroad ikoko gara hako
pasi izvozvo zvekufambisa unozviitira
kuBindura kwako kwatinenge tisiri" ndakangoti
mama Soo kah zvoratidza kuti they wasn't
believe kuti he was just my friend, plus
chavaibva vada kutomubatsira
kundichengetedza ndaitoshaiwa kuti chii
chaizvo. Ethan akangosvika nekundibvunza
kuti vana vani vaiva paStatus pangu
ndikamuudza akati "musoja wako the way you
describe about him nemashandiro ake mu C
ten chete,Mari dzehubaba ndichambodzirova
chete, unorema Itu ndokupa sando" tese
tikamutarisa in shock "mazviwanepi izvozvo
nhai Tembo" vakabvunza Dad ini hana
yakutorova because takangokura tichinzwa
kuti vari dangerous vanhu ivavo kusaziva if it
was true or kwaingova kutaura kusina basa
kwevanhu.
"Ini ndino googler manje ndokubasa kwangu"
akadaro Ethan achiseka asi ndikatoona kuti Ari
serious nezvaayitaura "urikuti Tamu mu CIO
sure here Ethan or urikufungira" ndakadaro
akati "I'm not sure but I suspect that Saka
becareful ukamuitira zvakadhakwa unofa or
kuurayisa vanhu sha , usateverwe nemaface
zvechihwai hwai muroad vanhu vaya
havasanganiswe vanotsakatisa munhu manje
iwe wakamboonepi ganaz rine mazimota
aunotaura iwawo vapfanha vake vaunotaura
nezvavo sei vasina hant vese ma ganaz here"
akadaro ndikatanga kuda kuvhurika njere
sezvo I wasn't know more about him zvikanzi
naDad "usazviise mupfungwa Itumeng ende
usazviti bufu chero kunani zvake havadi
kutozivikanwa vanhu vaye kana zviriizvo
zviripo just know him as a soldier chete
zvoperera ipapo,ende anongova munhu sewe
otherwise mastatement evanhu avanotaura
kuti vari dangerous haangambozviiti pauri
chero mukanetsana anotozviitira kubasa
kwake zvisinei newe ende pamwe kubasa
kwacho haambozviiti dzingori nhema
dzevanhu vanenge vachida kungoedza
kubudisa point yekuti vanhu vaya they are
capable to do anything chinorwadzisa munhu"
Mai Itu vainge vachiriwo mushock seni
vakazotiwo "iro luck revanhu vane Mari unaro
mwanangu good life chaiyo inokutevera yega
hauite yekuvhujunura , urambe uri munyoro
kudai usamboite dzungu hako uzvininipise
sechituta chaicho asi usabvume kuitiswa
zvausingade you have the right yekuramba ,
kuva mu CIO kwake it doesn't mean watova
chidhori chake haashandisi chibasa chake
pauri munhu uya chero akakurova unotoenda
kupolice agosungwa sevamwe" vakabva
vatariswa na Dad vakanzi "mazviwanepi
zvekuti mu Cten nhaimi mbuya va Talshia"
zvakandipa kuseka kamubvunzirwo kacho
ndikanzi "izvi hazvidi kuseka Itumeng zvoda
kungwarira nekuteerera zvatirikukuudza pano"
Dad vakabva vatofonera sekuru baba Reggis
vakatanga vavabvunza kuti "muri
pakasununguka here hazvidi vanhu"
kwakuzovaudza zvaifungirwa zvacho about
Tamu wanted to confirm if zviri safe kuti
ndirambe ndinaye mudhuze mangu vakanzi
nasekuru "hazvina kana basa muregei adanane
nemu Cten wake hatizivi chakavasanganisa
futi ngatisataurei nezvazvo ndi ganaz chete
toperera ipapo" vakatsidzirana izvozvo
ndokufonera Tete Mai laiza vakangoti
vachiudzwa nyaya yacho kwakutaura
vachinzwika kunge varikuzevezera pafon ipapo
vakati "maiwe avo vanonyika munhu mu acid
kana kungokudubutsirwa mota konzi akaita
accident Saka she must becareful kudzikama
ozviisa pasi peumwe wake kwete kupaparika,
kungoti Itumeng handimutyire sterek
anekakupusa kakangwarira ndizvo zvatiri isu
vana Madhuve" information dzacho dzaitaurwa
dzaisekesa nekutya kwacho zvese but
takatsidzirana kuti taisambozviti bufu ini
ndikanzi ndidzikame murume haadi kuitirwa
dzungu.Apa ayisava hake murume wangu asi
hapana ayindinzwisisa vaitoratidza kuti vanga
vatomugamuchira Tamuka zvisinei nehwu
Cten hwataifungira. Ndakatozorara futi kumba
that day nekurwadziwa kuparadzana ne family
yangu.Mangwana acho people they received a
sad news from sekuru baba Reggis vachinzi
baba vagogo Mai Reggis vanga vafira
kuMozambique kwavaigara asi
vachizochemerwa Zim side at Mukumbura
sezvo ndiko kwaiva kumba kwavo , the
situation was forced me kuenda na Talshia at
Bindura ndaizomudzosa vana mama
vadzoka.Zvichireva kuti ayitorovha kuchikoro
Friday pamba paizosara Ethan ega
achipachengeta "ndotosara ndichipinza tuma
bby twangu" akandizevezera kudaro
achiratidza kuti Ari serious ndikashevedzera
kuti "Mai Itu" akakurumidza kundivhara
muromo neruoko rwake kuti ndisazvitaure
tikaseka.
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 19
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
*Stay tuned........*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/JurRw9y4Jg27Ss
XAAcSoAB
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 21
*Tamuka*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 22
Ndaitova busy kutsvaira mukitchen kuti tiwane
kugadzika usavi hwemanheru pamoto kwa
mbuya vana Tania kuChinhoyi kwandanga
ndayenda ndikanzwa vapindamo vachiti
"madhuve ndabva kufonera mumwe wako
ndichimuudza kuti wasvika wafamba
zvakanaka, ndafara sure vanangu"
ndakangovati "horait Mai maitabasa" apa
ndanga ndavaudza kuti ndakanganwa Fon
yangu kwandabva izvo yaiva naTamu ende
ndaisada kuvaudza zvekudarohwa kwangu
Sezvo ndaisaziva kuti vaizozvitora sei nyaya
yacho , mwana wavo ayiita seanopenga kuda
kundirovera zvisina basa.Vana Tamu pandaiva
mutown moment yavakandimbundira
ndichiona ariiye nevapfana vake hana yangu
yakarova apa they were in uniforms freedom
yacho vaiyiwanza , mukomana ayinditevera
handina kuona kuti afamba sei apa ayitova
mwana wechikoro from UZ he offered me a
transport kuti anondisiya Kuna forth
kwandaikwirira ekuenda kuChishawasha
ndikaramba kwavakutodzika mumota make
akatanga kufamba neni, I told him kuti handisi
musikana I'm a mother but zvekuti ndine
murume handina kutaura sezvo ndasinawo
ende ndasati ndaroorwa asi kuti Tamu
ayindiita yaanoda pese patasanganira,Ende ini
wacho ndaibva ndanzwa kuda kuti
andiite.Ndakazoendeswa kumba kwake
ndisingade ndaida kuzama kutaura kuti kana
achida zvaBelinda orega kundiita yaanoda
oyita zvaBelinda wake but ndaishaya mutauriro
wenyaya yacho nepekutangira.Nerimwe divi I
didn't want to loose him and sharing him but
ndaisava neright yekumuti ramba nhingi ude
inini sezvo patakazosangana kuBindura
ndanga , ndawana ayina Belinda kare so panga
pakaipa.Pandakaona adhonza belt from his
wardrobe ndakatoona kuti ayida kundirova
sure ndikabuda akatarisa kuwardrobe yacho
sezvo door rasina ku lokwa ndichipinda manga
munana chaks Zimuno akandihwandisa pakati
pesofa neseri kwedoor ndikanzwa , Tamu
wacho apindamo avakundibvunza akanzi
abuda achimhanya "anondijairira sterek Itu"
akadaro akanzi naChaks "iwewe ndiwe
unomujairira because urikumusanganisa so
there is no need yekumurova uchiziva zvinhu
zvako Sha" he just clicked achibuda kudzokera
mubedroom make ndikanzi na Zimuno ndibude
pandaiva ndikaona Chaks achibvisa handbag
rangu paanga ariisa akanditambidza ne $10
usd yakabatana ndofunga yaiva yeKomb
vakandipa sign yekuti rova pasi.Ndakatobvapo
ndichifambisa hazvina kundinetsa kubuda
kuboom gate vanga vave kundiziva ndakatoda
kumiswa neumwe Ganaz akanzi nevamwe
vake "ndimai Boss Tamuka sha" achibva
atorega kunditevera , I went straight to the
komb beside yaChaks Mari ndaiva nayo
hangu.Ndakabvako ndichiziva kuti BaTania
ayizonditevera or kunditsvaga ,nekutya
kurohwa kwangu ndaida kutsvaga kwekutiza
ndichienda ndozodzoka after weekend
ndakamboda kuenda kusome of my relatives,
ndikaona kuti veko zvanga zvakadhakwa
akazviziva ayizonditevera akasvika
achitobatwa seZai futi , zvichizoda nekumira
Mira kwaanga akaita panyaya dzeku court
ayingodiwa nyangwe zvazvo anga asati
avakukwana kwana mavari. Sezvo kwanga
kwavadhuze kudoka ndakazoenda kwamai Itu
kwandanga ndagara ndichienda, asi handina
kumbovaudza kuti ndaida kurohwa na Tamu I
acted cool "mom when am I going to see my
Dad" ndizvo zvaayiita Talshia pese paandiona
yaingova Dad Dad, kusaziva hake kuti ndaida
kutorohwa "uyu mwana wemu soja wako
achatinetsa pano anoita seanenge akakumirira
kuti muende kuna baba vacho.Dai ayimboziva
kuti baba vake dzinodambuka kudaro
ayisaswera achiti nyaudza pano" vakadaro
mama tikaseka tese na Dad tafunga day reku
Court raanga anopinda mubox raLife seni
ndainge ndakutya kuti pamwe ayida zvekurwa
naye,apa day racho anga akapfeka suit yegrey
scotch ine kablue iri 3piece yakamufita
.Manheru ezuva iroro ndipo pandakafunga
rwendo rwekuenda kuChinhoyi uko ayizotukwa
namai vake chete akada kutevera
achindirova.Ini kurohwa ndaikutya ndikatoudza
vana mama kwandaida kuenda asi Dad about
Talshia vakati "musiye kana uchishandisa
public transport anozokunetsa haazvizivi uyu
ajaira kufamba nemota yaSekuru vake"
ndakatombovati "Dad isu takangokura
tichikwira mabus wani anofanirwa kujaira
zvese Taa uyu murikuzvinyanya vanhu imi"
zvikanzi namai Itu "kuzvinyanya kwei imimi
naTalshia makatosiyana iye arikukura achiita
zvake imii makaitawo zvenyu saka murege
usade kuzvi compare naye Itu" ndakatoona
kuti I won't win.The next day was Friday
ndakamuka ndakagadzirira rwendo rwangu
ndikapinda muroad apa ndasina kumboudza
Mai kuti ndaiuya because ndakange ndisina
fon inova yaiva ne number dzavo.Ndakasvika
kuChinhoyi town kumba kwana Tamu
ndaisanyanya kukuziva so ndakatoudza
contacter wechi Costa chandakaenda nacho
akandiratidza paiwanikwa zvimota zvaiyenda
Kuma villages ndikanobvunza
ndikachiwana.Ndakabva ndaudza munhu
wechimota kuti ndaida kutsvaga somethings
from the shops zvaisaita ndinosvika
ndakadaro ndiri maoko , ndakaita shopping
dzangu ndikazopinda muchimota chiya
ayitokuziva kwaChakidza pandaiyenda
tikasvika mbuya vana Taa vaingotarisa
kushaiwa kuti ndiani.Chakandidzikisira pagate
chimota chacho driver wacho akandibatsira
kudzikisa mapaperbags angu ,ndakaona
mbuya vana Tania vakufamba kuuya kugate
"maihwii maihwiii ndiwe Mai Tania mwanangu
tigamuchire zvee vamadhuve" vakabva
vasheedza Tete vavaigara navo vayivabatsira
basa vainzi Mai Vale tikabatsirana kutakura
zvinhu tichienda kumba ,kwatakano
kwazisana.Vana ndakasvika vachiri kuchikoro
even pakazofonerwa baba vavo vachiudzwa
zvekusvika kwangu vana vanga vasati vadzoka.
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/JurRw9y4Jg27Ss
XAAcSoAB
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 23
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 24
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/JurRw9y4Jg27Ss
XAAcSoAB
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 25
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 26
From Bindura to Harare ndasvika mutown
ndakafonera baTania sezvo vakange vati
ndivazivise ndavamo, akazouya akanditora
mutown imomo but hatina kunanga kumba
takatora imwe direction yandakambotanga
ndarasika kuti tirikuendepi, ndikazopaziva
tasvika kut kwaiva kuStoneridge nzvimbo
yacho yanga yandichinjira plus kunaka ndanga
ndakakubva kare.Takanopinda mugate panga
pava ne durahole marooms anga anaka zvawo
painted with gray muzasi muine black
pamusoro ayine magizzer zvaitooneka kuti
anogarwa nemhene dzega dzega "waaaw
ndozvazvakazoita izvi pakanakisa hey" I said
that tavapanze from the car zvikanzi naTamu
"yah ndomusha wevana vako iwowu anenge
angoita musikanzwa wake akamitiswa anouya
kunogara kuno otherwise Taylan anenge
asingade neimba yake kuMarondera uko"
ndikaseka as if Taylan wacho atovapo ndikati
"mumusoro mako mungori naTaylan wako
iyeye manje ndoda kukunyadzisai vavengi
vangu mese ini vangu vana havamitiswe
sezvamunofungira vanotorwa nemuchato"
akabva aseka tikatanga kutenderera
pamarooms ndichiona , vamwe vanhu vepo
vataiona panze vachingoti mhoresawo ,
vamwe vachinzi "ndivo Mai Tania vacho ava"
vofara kuzivana neni pamwe pacho oti
"vazouya kah Mai Tania vamainetsera kuziva
munhu wacho ndatomubata huro kuti tiuye
tese nhasi haadi zvekufamba uyu" vaiudzwa
vacho vaingo seka zvikanzi nevamwe Mai
"munokona kuda kufamba nadady chirudziiko
imi munenge muchiiteiko kumba kwenyu
kunenge kunonakidza that's why musingade
kubvako" takaseka hedu ndikazovati
"ndinoshandira kure Saka pandouya
kuweekend ndinenge ndichida kumbozorora
hangu, zvino dady vacho ava Tara vanoida"
kwakusekawo havo ende vese zvoratidza kuti
vaiziva kuti ndoshandira kuBindura.Tikazoona
umwe mudhara akauya patiri akabata book
achipa Tamu zvikanzi na baTania "bby ava
vanonzi vaChireya vanokuziva manje asi iwe
haungavazive hako he was one of the builders
vaivaka pano patakauya tichisiya cement paye,
vanogara muroom irikuseri kweblock iro
yakazvimiririra ndimudhara vangu ava ndivo
vanoona zvese zvepano kuti pagare pari smart
even pakaita problem zvinosvitswa kwavari
vozondiudza ndivo vanoita basa zhinji repano"
ndikafara kuzivana navo vakati "tesei
mwanangu" ndakatozoziva kuti room yaiva
payo yega yaingomirira kugarwa na caretaker
wepo, ndega ndakanyatsoona kuti Tamu anga
aronga future yevana vake bhoo akatondiudza
kuti every room yaibhadharwa 40usd, ma
accounts evana tanga tatovhurisa macards
ana Tania akapihwa mbuya vavo ende
vakaudzwa kuti vasangobudise Mari iyoyo
pese pese ,vana vaifanirwa kubankerwa Mari
same na Talshia rake card ndanga ndaripa Mai
Itu ndikavaudza the same.Takazobvako
kumarooms tikapinda mutown ndichitofunga
kuti tavakuenda kumba but takanomira
pamberi peamwe mashops akabudisa phone
yake kufona , pakauya mumwe mukadzi aka
knocker ku window raTamu akatimhoresa
zvikanzi na baTania "bby tine kufunction
yeumwe muface wangu yandoda tiende
manheru , so ava vanonzi Mrs Matema
toshanda tese ini nemurume wavo Saka apa
uchasara navo vane zvavanoda kuita newe
ndodzoka ndichikutora unofona kana
vakuudza kuti vapedza" ndakatoshaiwa kuti
zvirikufamba sei ini handisi type inobvunzisisa
ndinowanzokuda kuona magumo azvo ndega
saka ndakabuda mumota ndikato
dungamidzana namai vaya vaiwoneka kuti
vane ganda remari.Matakapinda it was a shop
yema occasional dresses, jeweleries and also
rimwe side was for make up it was a very
expensive shop ndakaratidzwa madresses
ayivapo , ndikanzi ndisarudze randoda
"musavhunduke ma Price's hamusimi
munobhadhara baba vekwenyu
haimbovarwadze Mari iyi" vakadaro Mai vaya
tikaseka tichirovana maoko vairatidza kuti
ndivo muridzi weshop ,nekuti vamwe vaivamo
zvaitooneka kuti vashandi because of ma t-
shirts akafanana akanyorwa zita reshop
avanga vakapfeka.Ndakatora 4 different
colours ndikapinda mu fitting room ndichibuda
kuvaratidza kusvika ndasvika pane reblue
randakaonawo ndega kuti rakanaka kudarika
mamwe zvikanzi "this one is the best Mai Taa"
ndikavatarisa zviya zvekuti makarizivirepi zita
iroro zvikanzi "manditarisa ndozviziva kuti
munonzi Mai Taa pane asingakuzivei here
chero tanga tisati tasangana in flesh, kwese
murume wenyu anenge achingoti Mai Taa this
,Mai Taa that" vakadaro tikaseka hedu vakati
"makambomu dyiseiko tidyisewo vedu askana
vaitewo vanhu kwawo" tikaseka futi ndikati
"ndongodiwa naturally" zvikanzi "ayewa sure
modiwa" ndakazobvisa dress riya ndikanzi
nditange ndaiswa make up.After the make up
ndikapfeka that blue dress refu raiva ne zivent
yaiuya kuchidya ,kumusoro rine mawoko
mapfupi ayisiya musana and clarvage ndikaisa
3 inch black shoe kutsoka I was on point
"mumbori murudziiko nhaimi Mai Boss
Tamuka" vakabvunza Mai vaya ndikavati "ndiri
mushona wani nhaimi" zvikanzi "ayewa
hwushona hwenyu hwakanyanyisa hamuite
kunge mushona moita kunge vaya vanonzi
machiiko anozvivhara vhara nemachira
vachisiya face kuti iwoneke padiki diki,
ndirimukadzi hangu but I can feel kuti
parunako ndichiri kure kuti ndisvike pamuri"
ndakangoseka hangu ndikati "you are also
beautiful in your own way" vakazvitarisa
pamirror vakati "ayewa zvenyu zvirikumberi
vasikana" vakadaro tikaseka included vasikana
vaishandamo "vakanaka sure even without
make up kuita ngirozi chaiyo ndatomboda
kubvunza kuti Koo makeup ndeyei ivo
vakasikwa vane makeup yavo kare" akadaro
one of her workers tikaseka ndikati "thanks
ladies".Ndakadaro ndakutofonera Tamu in 15
minutes anga atosvika akapfekawo formal a
coffebrown trouser ne shirt yaiva ne scotch
inoenderana ne trouser racho then a brown
shoe neiwo musoro wake waayigerwa
zvinomufita uye wakasvibira ,runako rwake
rwaibva rwabuda.
*Stay tuned......*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/JurRw9y4Jg27Ss
XAAcSoAB
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 27
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 28
*Stay tuned........*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/IiV7r4yK9uTJkhNe
uIAss8
*ɾɺSAD LOVE LIFEɺɾ*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 29
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/IiV7r4yK9uTJkhNe
uIAss8
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 31
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 32
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:25] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/IiV7r4yK9uTJkhNe
uIAss8
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 34
*Tamuka*
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/BAY4Sxmz4TfEFu
3KuPMRaH
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 35
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 40
*Tamuka*
Pandakapinda mumba maItu kupurazi
kwaayiva zvaisabvumika kuti ndiye anga
asauka ndanga ndisisina basa naye hangu but
zvaaiva zvakatomborwadzisa moyo wangu
kungofunga kuti she was like that because of
me kwaisandibata zvakanaka ndine nguva
yekuti pfungwa dzangu ndikazvipa nguva
yekufunga dzaindionesa zvimwe zvinhu
zvisinei nespirit yeutsinye yaimbondibata it all
was caused by my work ,hana yangu yakarova
zvine Simba ndichivaona vese ndatarisa
nemwana waanga asimudza ndakanzwa
kupera Simba In my joints but ndakazama
kuzvishingisa semurume iye Itu ndakatoona
kuti ayinzwa zvandainzwawo ndakambofema
mweya unopisa .Mwana paakatanga kuchema
before mashoko akataurwa nambuya
vechikuru vavaigara navo namai vake ndanga
ndatozvinzwa muropa mangu kuti
mwanawangu ,Kuchema kwaakaita
kwakandibaya moyo knowing kuti dzaiva
shungu ndakamurwadzirwa mwana wangu
zvaanga akapfeka zvacho nechimiro chaiva
mumba mavaigara zvaisada kutarisa ruviri I
had a sharp pain on my heart ndikatozviudza
kuti havasare ,bond yandanga ndava nayo first
day naTaylan it explained a lot , I even believed
that Itu was a strong woman who knows how
to stand her self apa kuzomutumidza kuti
Taylan my favorite name exactly, we went to
Chinhoyi with them Itu ndaitadza kumutarisa
kumeso semunhu wandaifungira kuti akafa
zvakawanda zvaindinetsa kuti akanga azosvika
sei kwese ikoko dzimwe pfungwa
ndakatombofunga kuti pamwe ayigona ayine
mumwe murume kupurazi but pandakaona
ring yangu ndakatoziva kuti ayisava nemumwe
munhu.Patakasvika kumba i failed to protect
her from my family members when they
insulted and accused her kuti akatiza
nemwana ndichifunga zvandainge ndakamuita
pain yaiva pamoyo pangu was unexplainable
Chaks ndiye akazodzimura Hondo yese seni
paayinditukirira ndaitoshaiwa power
rekumisidzana naye.Akavava mupfanha wangu
zvekutoti ndega ndakabvuma kuti atsamwa
ende ayimufarira Itu pavakadzi vese
vandaidanana navo hapana waakamboda or
kumira naye sezvaayiita pana Itumeng.Husiku
hwezuva iroro handina kurara hope
dzakaramba kubata ndichifunga mwana
wangu anga arariswa mumba maChaks
mufananiro wacho waanga akaita neni
ndakaona kuti Mwari vane zvavaiyedza
kundiudza.Kuonana kwandanga ndaita na Itu
akasauka kudaro hana yangu yaingorovera
zverudo even pana Varaidzo yaisarova
murovero iwoyo so to avoid kuzobatwa
nemweya usiriwo ndangazokurumidza
kubvako ndichidzokera kubasa.Ndainge
ndavapakati I was even confused kuti ndoita
zvipi I was in a serious relationship with
Varaidzo apa hana yangu yairovera Itumeng
but nekuda kwezvandainge ndakamuita I knew
haaizomboda nezvangu so the best was to
stand with Varaidzo . I've paid the damages for
my son pakazonetsa nyaya yekunzi mwana
agare kwana Itu ndaisada ndaida mwana
wangu padhuze but nharo dzacho lead us to
the court uko kwandaitotya kuti Mai Taa
anogona kutaura zvandakamuita but I was
wrong , Court made its decision but two
months dzavakandipa for staying with my son
wasn't enough ndiwo mazuva andaida
kunoroora Varaidzo but ndakakumbira kuti
date rimbochovheswa kumberi for my own
reason,Zimuno Zimuno akabva atodzokera ku
Dubai kungoona nekuziva zvekudzoka kwa mai
Taa akabva atanga kuto doubter Varaidzo .But
we continued with our ne munhu wangu but
pese pandaiona Itu mumba imomo
ndaimunzwira rimwe zuva i lost the control
ndikasvika pakumu raper anga akazvibata
zvakandityisa ndikatoziva kuti pandainge
ndakagumisira ndipapo.Zvayiita ndiwedzere
kumuda but her taste wasn't the same
ndakatozvinzwisisa ndega kuti she hadn't a
peace of mind zvakawanda zvaimudya
pfungwa so there was so many chances for
her to loosing some feelings but pazvese
izvozvo I knew ayisazombondida.
*Stay tuned.......*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0mLxkEbw6R2w
aLkuHlBKH
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 41
Ndakatombogara pasofa ndikaputika
nesetswa ndichizviseka hangu kuti sure at the
age of 31 handina a serious relationship,vana
vane mutupo wakasiyana vamwe vezera rangu
vaitova mudzimba dzavo asi zvangu zvaisava
ne direction apa kwese kwandaiyenda
nevaindiona vairumbidza kunaka kwangu but
kunaka kwacho kana ndoramba
ndichingorambwa nevarume ,kwanga
kusingachabatsire chinhu.Hongu ndainge
ndakadzima pfungwa yevarume mandiri but it
was normal kuva naye (I'm in love with my ring
tichadanana kusvika zvanaka) ndakafunga
kudaro ndaitarisa zvangu.Zvakandipa
kudownlorder song ya the late souljah Luv ft T-
sweetness yekuti *ini ndabaiwa ndabaiwa ini
ndabaiwa ndabaiwa ndarwadziwaa ...
Ndinochemerawo wangu murume-ee
ndinodawo imba yangu sevana vevamwee
wani ndogeza wani ndochena ndotsvaira
ndobika vana ndinoita wani inguva dzafamba
inini ndingori one zvandinongo shuwira kuti
hupenyu hwuite naaniii ini ndabaiwaaa
ndabaiwaaa ndarwadziwaa* ndaisagona
zvangu kutamba but ndakatombozunza zunza
muviri wangu ndikanyatsonzwa zvirinani
ndichitamba song yandairidzira
mufon,kurambwa na prophet hazvina
kundirwadza kana kuona sepane chachinja.Ini
ndaisava ne secret pazvimwe zvinhu ndakabva
ndakanda that picture mugrup redu refamily
vamwe vakatanga vaseka "mabasa emurume
wako ganaz unourayisa vanhu iwe siyana
nevana vevanhu" massage yakataurwawo
mugrup "handina murume ini haachazi wangu
wani" ndakapindura kudaro vese vakatanga
kutaura zvekuti vanonetsa kuramba vanhu
vaye ende panenge paine machances ekuti
soldier rinotoziva mafambiro emukadzi
warinenge richida .Zvayiita ndinzwe kutya
ndakabva ndafunga mashoko ayaigara
achindiudza Tamu ekuti ndikangoita mumwe
murume pachafiwa "ini hangu ndoona sekuti
kusagara vese kwavayiita ndiko
kwakavakonanisa pakawanda the best is
vakadzoka wiriranai mukagarisana pachava
nekuvimbana uye kusafungirana zvimwe
zvavaitsvaga kunze vanenge vavekuzviwana
mumba madiro" it was Karen's advice vamwe
vakatenderana nazvo ,vamwe vakati Itu anofa
nekurohwa there is no way paachachinja
system yekurova "zvotova nani ajaire benzi
rake at least he is responsible kuvana Havana
chavanadya chinovava ,chero mumba Itu
haana chaanenge achishaiwa hakuna murume
ari perfect imba yega ine zvayo, Itu
paachawanira mukana achangodzoka
omutsotsa or kutomupa umwe mwana
vokonana futi makore anenge achitofamba
wongova wekumitiswa hazvibude at least
akambobvisirwawo Mari vanhu vombodyawo
Mari yemwana zvine chiremerera
hatitungamidze hedu Mari , asi pasina
chaabvisirwa chacho ganaz will continue to do
whatever he want pana Itu vane vana vese
vanhu ava zvonetsa izvi" it was someone's
point ndikabvunza kuti "hazvibatsire chinhu
kah what if zviriizvo zvaanongoita kune
mamwe ma ex-girlfriends ake" vamwe
vakatsigirana nazvo "I think munhu uya
anokuda zvakasiyana nevamwe iwe wayiitirwa
zvese wani but mamwe ma girlfriends ake
achivanyima Mari ,kutadzirana kurimuvanhu
guys but ngatingoraramai tichiziva kuti ndiye
murume wa Itu chero aribenzi mwana wababa
vangu wakazviparira no way out kana
usingamude zve sure bvisa ring ,or siyana
nevamwe varume vanourawa nema ganaz
ungaitira vanhu utsinye" vakadaro sisi
Prudence vanhu vakatanga kutotaura zve ring
yangu vachiiseka havo .Ndakanzwa
sendinotsva chaiko kuti Batania ayimbozama
kudii chaizvo ndakamboda kumu unblocker
ndomufonera but ndakatya kuti ayizoti
wandiona ndichizviita here zvekunoisa gonzo
racho ,zvaigona kundirovesa naye , nerimwe
divi kufona kwacho ndakatya Ethan na sekuru
vaItumeng ndikasiyana nazvo.Zvakandipa
kuendesa ma flowers kuguva rema parents
angu next day ende ndizvo zvandanga ndakuita
most of the times kana ndine stress ,
sometimes ndaipererwa nemashoko
ndasvikapo ndongosiya ndagadzika those
flowers zvemusi iwoyo ndakadzoka neku
Acturas paimba ya Talshia ndanga ndafunga
kuyipinza lodger it was a nice cottage iri
mudurawole vanhu ivavo vakanga vakatora
time yavo kuivakisa kwaiva Kuma new stands
,ndakatosiya ndaudza ma neighbors kuti
vakanzwa anoda imba yeku renter vandifonere
I gave them my phone number. Ndakarova
mota yangu ndakananga kwamai Itu kunoona
vana vangu nemuroora wangu but Taa ayiva
kuchikoro pandakasvika , Dad vainge vakanditi
Taylan avakufanirwa kuyendawo ku creache
saka ayizotanga mwedzi
waitevera.Ndakatozorarako day racho mukadzi
wa Ethan ayiva chikwekwe chaicho pandiri
ndaingonzi Tete this ,Tete that nhumbu yake
yaimupengesera pandiri vanhu vepamba
vaigara vachimuti muchabuda Itumeng
mudumbu umu iye ayibva ati "it's better that
way" toseka hedu Ari sa Ethan kana aripo
ayibva ati "mwanawangu angatora zvese hake
pana Itu but kupusa asiyire muridzi wakwene"
taibva taseka vanhu vese havo kumba nehama
vaingonditi ndakapusa but tete Mai Laiza ndivo
Vega vaiti ,Itu akapusa zvakangwara.
Zveku church kwa ex yangu prophet bae
ndakabva ndazvirega ndakutadza kuziva kuti
taizotarisana sei dzimwe pfungwa dzichingoti
,ndaizomuurayisa na Tamu ukuwo ndichifunga
kuti Batania ayigona kuzombonetsana neni
rimwe Zuva chete nenyaya ya prophet iyeye
ende kusimudzirana ma points ku explainer
side rangu kwaari kwaiva kutambisa nguva
ayisazozviteerera.Zvimazuva zviripamberi sisi
Prudence vakauya vakanga vazodzokerana
nemurume wavo atouya kunoroora saka
zvemarooro acho, zvaizoitwa weekend
yaitevera but before kwakabva kwatumirwa
shoko rerufu rakasvikira Kuna tete Mai Laiza
ndivo vakanga vafonerwa kubva kwa Chakidza
,ndakatorwadziwa nekufa kwakaita bamukuru
vana Batania.Ini ndaingova muteveri vakuru
ndivo vaironga vana taifanirwa kuenda navo
vese takasimuka ne number iri nani tiri ,inini
nevana vangu, mai Itu ,tete Mai Laiza ,sisi
Prudence ,gogo na sekuru baba Reggis and
sekuru vedu vaTembo, asi inini na sisi
Prudence takanga tatoudzwa kuti tairarako
nevamwe totevera next day sezvo takaenda
Zuva ravairadzikwa semunhu akanga arumwa
nenyoka vaisagariswa mumba for long
kudzivirira ku spreader kwe poison.Takaenda
ne caravan komb yasekuru vaItumeng ndiyo
yataikwana tese takasvika tikamonera
mazambiya nema doek edu ,vanga vasati
vambochengetwa vanhu vachiimba nekutamba
jiti.Takapinda muneimwe round house ndimo
maiva nebody uye makagarwa nevanhu
tikabata maoko isu vakadzi vana sekuru
vakangonangawo kwanga kune vamwe
varume.Takabuda tikanogara muberere
meimwe imba panga pakagarwawo nevamwe
ndikatozoona tagara kuti pavanhu vanga
vakagarapo ipapo paiva ne ex-wife ya Tamu
nekuda kunyeya ndakatyper massage pafon
pangu ndikaigamuchidza sisi Prudence kuti
vaverenga ,ivo kwakuipawo vana mama ende
vese vaisasimudza musoro ipapo ipapo
vaimutarisa zvine skiri.Ndakatarisa kumapoto
kuvaroora but ndakashaiwa new face ndaida
kuona mukadzi wa Chaks but ayisavapo asi
murume wake ndanga ndamuona aripo parufu
ipapo , Talshia anga atohakana nana sisi vake
tichangosvika avo vakangoti kundiona
kwakundimhanyira vachiti mama mama Talent
zvaisambobvumika kuti ndiye anga amborwara
zvekuda kufa because anga asimba chaiko
,vakabatana maoko vachienda kwaiva
nevamwe but in no time Taylan anga atova
nababa vake zvekuti vanga vanzi nasekuru
vangu vatambire kure naye vanga
vazvikanganwa ndofunga.Ndakatoona vese
vari four Batania , Chaks ,Zimuno and Zimuno
Zimuno vachinoombera panana sekuru
kuvamhoresa zvine hunhu vaka chonjomara
kunge mukwasha asangana nahambuya
paroad asi ndega ndaka ngoti matsotsi
awo.Takagara kudaro zvikanzi na sisi
Prudence "handei timbonozunza zunza pajiti
apo Itu tiperekedze vatezvara" vakadaro
vachida kutosimuka vakanzi na tete Mai Laiza
"iweee Prudence Tambo" vakadaro vachiva
dhonza kuti vadzokere kugara pasi zvakandipa
kuseka chero ivo sisi Prudence vacho
vakatosekawo ini ndaisamboyenda kunotamba
kwacho zvaisava mandiri.Vakazouya Batania
nebest friend yavo Norbert vari two iye Tamu
anga akapfeka safety shoes ne blue trouser re
worksuit plus t-shirt yeblack kwakubvisa cep
yake yeblue yaanga akapfeka akaibatira
maoko kwakuchonjomara vachiombera
zvevakwasha chaizvo vese but Batania ndiye
ayitaura "makadii Mai pamwe chete na gogo
na tete makasimba here" vakabva vadairwa ,
vana mama vanga vakagara havo asi
vachiombererawo "maiguru makadii" ndisisi
Prudence vaidanzo vakati "ndiribho vana
bamunini nyota chete ndoda cold drink" ava
waiva mugariro wavo kutamba chiramu "zvidiki
izvi toita plan maiguru" akadaro Tamu zvikanzi
na mama "nematambudziko zvee nhai
vanangu" kwakudairawo vese nana tete
vachitaura zvematambudziko iwayo ini hangu
kungosvika kwavakaita patiri kungwara kwese
kwakabva Kwapera ndakatadza kusimudza
musoro kuda kwaiva kunyara ,ndanga
ndakungo scroller phone yangu pasina
chisvinu chandayiita "mainini murisei" akadaro
Zimuno Zimuno vave kusimuka ndikati
"ndiribho bamukuru makadii varipiko Mai
Shanice vandisina kumboona" zvikanzi
"vakasara ndakangouya zve emergency
muchembere vaisanzwa zvakanaka but now
vave nani zvavo" ndikadairawo zvaiyenderana
nenyaya ndakavatarisa Tamu anga asina
kundimhoresa ndakango sanganidzana naye
maziso zve mistake akanditsonya zveutsotsi
ndikakurumidza kubvisa maziso angu kwaari
vakafamba vachitodzokera kwavanga vabva
nako "murume wako zvaari munhu kwaye wani
nhaiwe Itu chiiko chinozomboitika" vakadaro
mama ndikavati "imi mama atoita munhu
kwaye ipapa nekuti akumhoresai here" taitaura
zvatainzwanana tega vakaseka zvikanzi na
gogo Mai Reggis "koiye Itu kuzonyaririra kani
kutadza kana kusimudza musoro kunyara
kutarisana na dady here" vakataurisa
zvakatonzwika nevaiva padhuze nesu included
Rosey asi zvakandipa kuseka sure vanga
vandiona mukuseka ikoko maziso angu
akarasikira kwanga kune ex-wife ya Tamu
yacho ndikaona vachititarisa zvekuratidza kuti
vaitinyeya ndikashaiwa kuti zvaiva zvii but I
just ignored them ,sisi Prudence
kwakungosimuka takavarairwa zve speed
vachinanga kunopinda kuside kwayiimbwa
nekutambwa plus kuridzwa ngoma *deraa
amai ndoita deraa ini ndoita dera amai dera ini
ndoita ndingatamba seiko ini ndakaremara ini
ndoita dera amai deraa* ndizvo zvayiitwa song
yacho yavakanopindira ivo sisi Prudence
kutamba ichingopera kwakushaurawo yavo
yekuti *cellulaaar ndizvo cellular cellulaaar
ndizvo cellulaar kutandara hwai muri two two
cellular kutandara hwai makadzima lambii
cellular kutandara hwai muna bamunini cellular
mukaden hwozaa mukaden cellulaar* apa
vanhu vakatobvumira song yacho zvemorare
ngoma ichirohwa , sisi vangu raiva basa tete
mai Laiza vaingoombera maoko zvekupererwa
ini ndichizvikuwadza nekuseka.
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 42
*Stay tuned......*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/LZydmkRkNLhCb
CqcjMBxCF
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 44
*Stay tuned........*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/D1174Ul5j7RJjff4
gVrDW9
*ɾɺSAD LOVE LIFEɺɾ*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 45
*Tamuka*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 46
Musi watabva kuChinhoyi tasvika kumba
takatozovirirwa tavakuronga zvimwe
zvewedding yedu ndainyatsokuona kuti
mumwe wangu akanonokerwa
zvesure.Remangwana acho adzoka kubva
kubasa akanditevera mu kitchen mandayiva
ndichida kutotanga kubika ndakatonzi "this
week ngatimboripedza tichidanana vana vako
vasati vauya tozotanga kuita serious nema
preparations acho next week" ndakamutarisa
ndikati "hamunyare here vana vangu
vanotitadzisa kudanana papi wako
anongovapo wani" kwakuswedera pandiri
asina kundipindura akandibata muchiuno
ndikanzwa kuwandirwa nemweya wekufema
sendirikuzarirwa ndikati "mweya wangu
wekufema urikuwandisa Tamu" ndainge
ndazviudza kuti ndaizorodzwa after kwema
days after maitiro ayanga akandiita
kuChinhoyi but ndaizvinyengera. Akandisveta
my lower lip uku achindipuruzira muma hips
nemaoko ese akazvipa time yake yekundi
kisser and the kiss was so sweet "ndoda
kukuisa" akandidaro achitaurira munzeve
mangu zvinekaku zevezera nekutekenyedza
ndikati "not here tine mwana under this roof"
sezvo taiva mukitchen ndikanzi "he is a good
boy usatye haauye kuno ari busy nezvake"
beside that Taylan waiva mugariro ayisapinda
mu kitchen ayisatambirako waiti
ukamutumamo oti "Dad vangu havapinde mu
kitchen nekuti munobikirwa nevasikana inini
ndiri murume saka handipindimo saDad vangu"
baba vacho vaipindamo zvirikure sezvo
vaisava type inondibatsira kubika kana paine
chavanoda ku kitchen kazhinji vaituma .Ipapo
nezvekupinda kwa Taylan mukitchen handina
kupihwa mukana wekupindura ndatosimudzwa
kugadzikwa pafitted kitchen eurnit surface
ndokundivhura makumbo iye kwakuuya pakati
pemakumbo angu "ndoda kukusvi** wakagara
ipapo wazvinzwa" ndaiudzwa izvozvo
ndakatariswa mumaziso chaimo ake ayo anga
atova red achiita seasingachagone kusvinura
zvakanaka kwakubva pandiri aka locker door
nemukati ndikati "tiri mukitchen Batania hande
mubedroom" ndikanzi "dzikama Itu
haundiudzire kwekukusvi**** iwewe this
kitchen is so big it's not like tirikuitira mupoto
or pastove yako kah" ayidaro achitofamba
kuuya pandiri achibva kunolocker door "i love
you" akadaro futi amira pakati pemakumbo
angu ndikati "ndinokudisisa ini Tamu hameno
zvaunondiita Soo zvinongondiitira"
ndaitorevesa zvaayindiita zvacho ndaisagona
kuzvitsanangura kwakuramba akanditarisa
mumaziso chaimo akandibvisa dress
randanga ndakapfeka rikakandwa pasi
ndasarwa ne pant and bra akatanga
kundipuruzira muzvija slowly zvaitekenyedza
achiswededza muromo wake kune wangu
"ndavakutokuda ini dady ndiise" ndakamudaro
zvikanzi "ndikuise chii bby"
ndikachinongedzera zvikanzi "chitaure nezita"
ndakatadza kutaura zita racho ndikanzi
"handikupe kusvika wataura" ayidaro apa
achiwedzera kundibata bata kusvika ndataura
zita racho he just smiled akatanga
kundinanzva muhuro zvaitekenyedza
ndakatarisa mudenga ndikanzwa akubata bata
pamberi pe bottom trouser rake ndiyo haiva
dressing yake kana aripamba yema bottom,
ndanzwa achibata bata kudaro ndikanzwa
abudisa chinhu chake akatanga kuchirovesa
muzvija zvangu uku achiyenderera mberi
nekundinanzva muhuro ini ndichiramba
ndakataridza face yangu mudenga kusiya huro
hacho pachena ndichibudisa twuma mourning
sounds ndakamubata muma shoulders ake
ndikanzwa abata ku honeypot kwangu
ndikashinyira nekunakirwa.Ndakatanga kutoita
twuma movements twekunzwa seyavamo iye
kwakubata pant rangu akariisa one side
ndainge ndanyorova kare saka haana
kumbotambisa nguva asi kungoipinza
ndikanzwa Ichipinda yese nekukura kwayo
slowly. Ndikabudisa a mouning sound ineka
noise ndikanzi "relax bby handina zvandati
ndaita wani nhai Mai Taa, nditarise mumaziso
bby" ayidaro hake asi ayinge atondikuwadza
kare ndonzwa kuda kufa nema feelings
ndakamutarisa mumaziso chaimo apa
ayinyudza ndakashingirira kumutarisa but
ndichifemereka takaramba takatarisana
akangomira irimo achipuruzira zvija zvangu
zvaayindiitisa zvacho was too much ndikati
"zvanyanyisa kani Tamu" his face was serious
ndikanzi "relax kani bby hapana zvandati
ndayita wani chii nhai mukadzi wangu
hhmmhh" ayidaro achitanga kutondikisa
ndikamubatirira musoro wake maoko angu
arikugotsi rake ndaitonzwa kuda kutenderedza
chiuno ndakagara ipapo but maitirwo acho
andainge ndakaitiswa zvaisabuda akatanga
kundikoi** tarega kiss ayisa maoko ake
kumagaro angu ini ndabatirira pandanga
ndakagara nemaoko ese ndakatarisa mudenga
"oooh my God oooh" ndakachemerera
ndichidaro akabvisa t-shirt yake akayikanda
pasi haana kumira ndakakweshwa ndakadaro
akazoita zvekundirarisa pamusoro pandaiva
ipapo akandisimudza makumbo mudenga
akamabatanidza honeypot yangu ichisara iri
pachena kuside raayiva ndakakwizwa I'm sure
hour rakatokwana kana kudarika inyaya yekuti
ndaisava nepekuonera nguva padhuze
"ndavaku tu*** bby tu***wo neni ndinakirwe"
ndakaita sezvaakataura he also mourned voice
rake rakabudira zvineka noise apedza zvikanzi
"ndanakirwa bby mukati mako umu haudziye
but unopisa" ndaitokiswa padama ndikati "neni
ndanakirwa dady unonaka iwewe" kwaku
smiler zvikanzi "ndonakira iwewe chete" ndika
smilerwo ndakamutarisa ndikati "wakanaka
Tamu" akaramba akanditarisa zvikanzi "newe
wakanaka bby ndirikuda kuti undizvarire umwe
mwana kana arimusikana ndipamhe
ngaafanane newe zvawakandiitira pana Taa
asi kana arimukomana ndipamhe
undidzokorore futi zvawakaita pana Boss
Tamuka junior" ndaitonzwa kuda kuseka
ndikati "ndiri Mwari here ini manje ndoda
afanane na Talent face dzenyu ndaneta nadzo
but what if ndikatadza kubata nhumbu yacho
don't forget ndaiva nejadell kah" zvikanzi
"Talent wacho mwana wedu futi anenge
atowana akamufanawo but pauri handipotse
ndakakuudza kare Taylan akabata one night
ndisina power ndichitorwara what more now
ndichikugadha everyday ndaka booster futi
ndogona kukupa ma quads" ndakaseka
ndichimupusher kuti abve pamberi pangu
ndikadzika kubva pandanga ndagariswa
ndikanzi "wanzi nani udzike ndirikuda kukuisa
futi" ndakamutarisa zviya zvekuti haurevesi
ndikati "uneshave here iwe kana wakatsenga
mishonga enda unoyirutsiswa unopedzisira
wandiuraya sha" akaseka ndikasiya ndabatidza
stove yaainge adzima before our sex
takadungamidzana kunogeza handina
kudzokororwa mubathroom asi ndakatonzi "be
strong for tonight" ndakazobvamo ndikananga
mubedroom ya Taylan ndichida kumu checker
uyo wandakasvikira mumba make musina
kana order like always ayizviita bvruu bvruu
newar yake yaanenge achiita apa shasha kuda
yanga yaneta ndokubatirwa nehope pabed
pfuti irimu werst yakapfekerwa muchi trouser
muruoko mune imwe.
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 47
*Stay tuned........*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/DhiBhSzdhSJ1Edv
QxDtAti
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
FOR CALLS AND WHATSAPP: LISA CAMILA
MAGOBIYANA on : 0718443987
CHAPTER 48
*Stay tuned........*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/BGrJh6VdCZEDG
OAUGOMUEp
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
*Stay tuned........*
[8/26, 13:26] Pamela: Follow this link to join my
WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/FZmzwGG3Y5b4I
KXhAp5PmB
*ɾɺSAD LOVE LIFEɺɾ*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 51
*Tamuka*
WRITTEN BY
AUTHORESS :
PAMELA.N.NGIRAZI
*FINAL CHAPTER*
*THE END*