- Kimbundu vanoti muene (owner), kureva mwene.
- Kimbundu vanoti kuria (v. to eat; food) vachireva kudya.
- Kimbundu inoti muari (n. boss, master, lord, sir, superior), kureva tenzi. Fananidzai nokuti Mwari?
- Kimbundu inoti kisanzu (n. cane, whip, switch).
- Kimbundu inoti kinhonga (n. waist) kureva chiuno.
- Kimbundu inoti mutungi (n. constructor) kureva muvaki.
- Kimbundu inoti ngandu (n. crocodile) kureva garwe.
- Kimbundu inoti mulume (n. man, husband) kureva murume.
- Kimbundu inoti mukaji (n. woman, wife) kureva mukadzi.
- Kimbundu inoti njila (n. road) kureva nzira.
- Kimbundu inoti nzala (n. hunger) kureva nzara.
- Kimbundu inoti nhoki (n. bee) kureva nyuchi.
- Kimbundu inoti rinhangua (n. pumpkin) kureva nhanga.
- Kimbundu inoti -selula kana -selula (v. abort) kureva kubvisa nhumbu.
- Kimbundu inoti -benhesa kana -benha (brighten; bright) kureva kupenya.
- Kimbundu inoti -kulula (v. flay) kureva kufuna.
- Kimbundu inoti -tula (v. put down) kureva kutura.
- Kimbundu inoti usuku (n. darkness) kureva rima.
- Kimbundu inoti -koteka (n. bend) kureva kukoteka. Fananidzai nokuti Goteka?
- Kimbundu inoti nanaji (n. pineapple. From Portuguese Ananaz) kureva chinanazi.
- Kimbundu inoti sekulu (n. elder) kureva munhu wechikuru.
- Kimbundu inoti muendi (n. walker, stroller) kureva mufambi.
- Kimbundu inoti mukulu (n. ancestor) kureva vakuru vakare.
- Kimbundu inoti mutumba kana mutungu (n. anus).
- Kimbundu inoti murimi (n. farmer) kureva murimi.
- Kimbundu inoti muamu (n. caution).
- Kimbundu inoti kikota (n. old) kureva chitsaru.
- Kimbundu inoti -kokota (n. squeeze).
- Kimbundu inoti kifua (n. species) kureva ndudzi. Mamwe mazwi: -xikana (v. accept) kureva kugamuchira.
- Kimbundu inoti Nzua (n. Joao in Portuguese) kureva John. Mamwe mazwi: Zuze (n. Jose in Portuguese) kureva Joseph.
- Kimbundu inoti mukondoloke (n. circle) kureva denderedzwa. Mamwe mazwi: -kondoloka (verb); hondoloka.
- Kimbundu inoti muongo (n. vertebral column; spine; ridge) kureva muzongoza.
- Kimbundu inoti -funda (v. demand). Mamwe mazwi: mufunde (n. demander).
- Kimbundu inoti mulembu (n. finger) kureva munwe.
[1]
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2020-11-12. Retrieved 2021-02-20.